Poptain - Fadza Mutengi текст песни

Текст песни Fadza Mutengi - Poptain



Huya kuno huya kuno
Ooh lord lord lord allanah
Watora Mari usaite kunge wemogo
Usakanganwe kufadza mutengi
Ita kupusa kuseka majoko
Kana uchinge wafadza mutengi
Fadza mutengi wedoro reeeeh
Fadza mutengi wehwahwa ahaha
Fadza mutengi wedoro reeeeh
Fadza mutengi wehwahwa ahaha
Ita kakupusa kakuvata kakupenga
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Kurumidza kuguta usaite kuruta
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Tamba tamba usanyara haaaa
Bvuma kupushwa kunge bhara
Mudaidze uchiti mudhara
Futi mune bhutsu yakanaka
Moto pamupfoto
Futi munobuda pamaphoto
Watch yenyu Moto
Uchiziva wafadza mutengi
Fadza mutengi wedoro
Fadza mutengi wehwahwa ahaha
Fadza mutengi wedoro reeeeh
Fadza mutengi wehwahwa ahaha
Ita kakupusa kakuvata kakupenga
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Kurumidza kuguta usaite kuruta
Iwe uchiziva wafadza mutengi
And akanyepa usamuudze
Mututumadze uchiti
Idama iroro
Akaona kachimoko akachiva
Muudze kuti imbama iyoyo
Ane kathis ane kathat
Mbada this mbada that
Ganda renyu rinobvumwa nevat
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Fadza mutengi wedoro reeeeh
Fadza mutengi wehwahwa ahaha
Fadza mutengi wedoro reeeeh
Fadza mutengi wehwahwa ahaha
Ita kakupusa kakuvata kakupenga
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Kurumidza kuguta usaite kuruta
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Watora Mari usaite kunge wemogo
Usakanganwe kufadza mutengi
Ita kupusa kuseka majoko
Kana uchinge wafadza mutengi
Watora Mari usaite kunge wemogo
Usakanganwe chief jay
Watora Mari usaite kunge wemogo
Usakanganwe mutarisi Nash
Watora Mari usaite kunge wemogo
Usakanganwe boss thumelo
Watora Mari usaite kunge wemogo
Usakanganwe big things
Usakanganwe prezha manager
Usakanganwe p money
Usakanganwe ginimbi
Usakanganwe boss pound
Usakanganwe p lodza
Usakanganwe rockafella
Silent killer pajozaaaa
Huya kuno huya kuno
Allanah
Cymplex music
Huya kuno huya kuno
Fadza mutengi wedoro reeeeh
Fadza mutengi wehwahwa ahaha
Fadza mutengi wedoro reeeeh
Fadza mutengi wehwahwa ahaha
Ita kakupusa kakuvata kakupenga
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Kurumidza kuguta usaite kuruta
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Fadza mutengi wedoro reeeeh



Авторы: Poptain


Poptain - Fadza Mutengi
Альбом Fadza Mutengi
дата релиза
12-01-2021



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.