Текст песни Ndiwe - BeeTips
All
my
life
I've
been
searching
for
you
Ndofara,
zvandakuwana
zvino,
eh,
eh
Baby,
ndiwe
uri
pamoyo
Ndiwe
uri
mupfungwa
Ndiwe
wandinoda
Zveupenyu
wese,
eh,
eh,
eh
Ndiwe
uri
pamoyo
Ndiwe
uri
mupfungwa
Wandinoda
Zveupenyu
wese,
eh
Ndiwe
wandinoda,
newe
ndinodada
Never
falling
short
In
my
life
uri
ngoda
Baby
uri
hot,
kundibata
kunge
tot
Hanzi
ne
boys
ndakadyiswa
And
i'm
yelling
why
not
Coz,
baby
ndozvibvunza
Kuti
wakabva
nepiko
Kuita
kundipinda
kunge
ma
walls
eJericho
I
want
you
in
my
life
Ipapo
I'm
very
sure
I
want
you
in
my
life
Ipapo
I'm
very
sure
Parudo,
baby
ngati
tarise
mukati
Vese
varipanze
vano
hurter
mukati
Handingarare
panze
Iwe
uri
mukati
Coz,
ndiwe
uri
pamoyo
Pa
center,
mukati
Baby,
ndiwe
uri
pamoyo
Ndiwe
uri
mupfungwa
Ndiwe
wandinoda
Zveupenyu
wese,
eh,
eh,
eh
Ndiwe
uri
pamoyo
Ndiwe
uri
mupfungwa
Wandinoda
Zveupenyu
wese,
eh
Nemoyo
ndakakusarudza
Ndongokuda
nyangwe
zvika
shanduka
Ndada
iwe,
iwe,
iwe
Hadidi
mumwe,
eh
Ndada
iwe,
iwe,
iwe,
eh,
eh
All
my
life
I've
been
searching
for
you
Ndofara,
zvandakuwana
zvino,
eh,
eh
Baby,
ndiwe
uri
pamoyo
Ndiwe
uri
mupfungwa
Ndiwe
wandinoda
Zveupenyu
wese,
eh,
eh,
eh
Ndiwe
uri
pamoyo
Ndiwe
uri
mupfungwa
Wandinoda
Zveupenyu
wese,
eh
Ndiwe
uri
pamoyo
Ndiwe
uri
mupfungwa
Ndiwe
wandinoda
Zveupenyu
wese,
eh,
eh,
eh
Ndiwe
uri
pamoyo
Ndiwe
uri
mupfungwa
Wandinoda
Zveupenyu
wese,
eh
Don't
you
worry
ndichakuda
Zvaunoda
ini
ndichakupa
Ndichakupa
zvaunoda
Ini
ndichakuda
Don't
you
worry
ndichakuda
Zvaunoda
ini
ndichakupa,
ah
Ndichakupa
zvaunoda
Ini
ndichakuda
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.