Текст песни Nguva Yangu - BeeTips
Yo!
G
Bunny
You
Gotta
know
it's
BeeTips
Counage,
Benaiah
Rume
rimwe
harikombe
churu
Ndinewe
ini
ndosimudzirwa
Usipo
ndosurukirwa,
asi
Usazopedza
nguva
yangu
Nguva
yangu
Uchinyepa
kuti
unondida
iwe
Unondida
iwe
Usazopedza
nguva
yangu
Nguva
yangu
Uchinyepa
kuti
unondida
iwe
Unondida
iwe
Meso
angu
ndakatsiura
Kubva
zuva
randakuona
Akaona
umwe
asacheuka
Ini
ndinaye
wangu
(Wangu
ndiye)
Azere
nerudo
Kumufadza
ini
ndine
chido
Handifare
asipo
Kwandiri
atori
chipo
Ndiye
azere
nerudo
Kumufadza
ini
ndine
chido
Handifare
asipo
Oh
yeah
yeah
yeah
Rume
rimwe
harikombe
churu
Ndinewe
ini
ndosimudzirwa
Usipo
ndosurukirwa,
asi
Usazopedza
nguva
yangu
Nguva
yangu
Uchinyepa
kuti
unondida
iwe
Unondida
iwe
Usazopedza
nguva
yangu
Nguva
yangu
Uchinyepa
kuti
unondida
iwe
Unondida
iwe
Hatisisiri
1 by
1
Isusu
tave
2 by
2
Tosimbisa
rudo
rwedu
Oh
oh
yeah
yeah
yeah
Hatisisiri
1 by
1
Isusu
tave
2 by
2
Tosimbisa
rudo
rwedu
Inini
newe
tiri
2
Rume
rimwe
harikombe
churu
Ndinewe
ini
ndosimudzirwa
Usipo
ndosurukirwa,
asi
Usazopedza
nguva
yangu
Nguva
yangu
Uchinyepa
kuti
unondida
iwe
Unondida
iwe
Usazopedza
nguva
yangu
Nguva
yangu
Uchinyepa
kuti
unondida
iwe
Unondida
iwe
Usazopedza
nguva
yangu
Yeah
yeah
yeah
Uchinyepa
kuti
unondida
iwe
Oh
oh
oh
Usazopedza
nguva
yangu
Yeah
yeah
yeah
Uchinyepa
kuti
unondida
iwe
Oh
oh
oh
oh
Rudo
kwauri
ruzere
pamoyo
Handidi
newe
Usaende
kure
Ndigare
newe
Rudo
kwauri
ruzere
pamoyo
Handidi
newe
Usaende
kure
Ndigare
newe
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.