Chiwoniso - Iwai Nesu текст песни

Текст песни Iwai Nesu - Chiwoniso



Iwai nesu Mwari Baba
Mwari Baba Iwai nesu
Iwai nesu Mwari Baba
Mwari Baba Iwai nesu
Iwai nesu Mwari Baba
Mwari Baba Iwai nesu
Iwai nesu Mwari Baba
Mwari Baba iwai nesu
Ohhhh vamwe vaparara nenzara
Vamwe vachifa nekuguta
Kumwe vaparara nemvura
Kumwe vachipera nezuva
Kutungamira nekutungamirwa
Tiri vana venyu
Oh mukutaura nekuomoka
Tiri vana venyu
Oh mukufunga nemukurota
Tiri vana venyu, tiri vana venyu
Heeeeee heyyyiiyee
Iwai nesu Mwari Baba
Mwari Baba Iwai nesu
Iwai nesu Mwari Baba
Mwari Baba Iwai nesu
Iwai nesu Mwari Baba
Mwari Baba Iwai nesu
Iwai nesu Mwari Baba
Mwari Baba iwai nesu
Heeeeeeyyyy
Heeeeeyy
Lord God be with Your children
Be with Your children Lord God
Lord God be with your children
Ohhhh be with your children Lord God
Vamwe vaparara nenzara
Vamwe vachifa nekuguta
Kumwe vaparara nemvura
Kumwe vachipera nezuva
Kutungamira nekutungamirwa
Tiri vana venyu
Wo mukufunga nemukurota
Tiri vana venyu
Oh mukutaura nekuomoka
Tiri vana venyu, tiri vana venyu
Huwo iyevere iyevere
Uwo iyeverere
Huwo iyevere iyevere
Uwo uwo iyere
Uwo uwere uwerere
Uwo uweyere
Huwa uwa uwa



Авторы: Maraire Chiwoniso Chaapocho Maxine, Chirikure Chirikure


Chiwoniso - Ancient Voices
Альбом Ancient Voices
дата релиза
09-11-1998




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.