Crooger - Peer Pressure текст песни

Текст песни Peer Pressure - Crooger



Pandaka zvarwa
Namai vangu ndakazwara ndega
Mulife mangu pace ndinosetter
My only competition is the man in the mirror
I run my own race, always focused on my lane
Musandiise peer pressure, no
Musandiise peer pressure
Life yangu ndorarama ndega
Handidi zvinhu zvinondinetsa
Hell no!
Musandiise peer pressure, no
Musandiise peer pressure
Life yangu ndorarama ndega
Handidi zvinhu zvinondinetsa (Hell no!)
In this internet age
Vanhu vakawandavakurarama hupenyu huri
Fake!
Like a horse in a race
We all need blinders tisaringe ringe
Keep the focus on your lane
Eyes on the bag, middle finger to the rest
They don't know your pain
Kwawakabva havakuziye
Ramba uri straight
Usabvume kuiswa dash
Handiraramire weekend kunyudza future mu champagne
Pandaka zvarwa
Namai vangu ndakazwara ndega
Mulife mangu pace ndinosetter
My only competition is the man in the mirror
I run my own race, always focused on my lane
Musandiise peer pressure, no
Musandiise peer pressure
Life yangu ndorarama ndega
Handidi zvinhu zvinondinetsa
Hell no!
Musandiise peer pressure, no
Musandiise peer pressure
Life yangu ndorarama ndega
Handidi zvinhu zvinondinetsa (Hell no!)
Zvakanaka ndozvidawo
But I will never sell my soul
I work hard for my dough
Man, I'm kicking doors
I don't wanna look rich
Man, I wanna be rich
I hope you get the difference
With my hustle, man, I've been consistent
Loyal to the vision, cut my heart to pieces
Lost the woman of my dreams
Wasn't giving her the attention she needed
Sacrifices for my dreams
Yah!
Musandiise peer pressure, no
Musandiise peer pressure
Life yangu ndorarama ndega
Handidi zvinhu zvinondinetsa
Hell no!
Musandiise peer pressure, no
Musandiise peer pressure
Life yangu ndorarama ndega
Handidi zvinhu zvinondinetsa
Hell no!
Musandiise peer pressure, no
Musandiise peer pressure
Life yangu ndorarama ndega
Handidi zvinhu zvinondinetsa
Hell no!
Musandiise peer pressure, no
Musandiise peer pressure
Life yangu ndorarama ndega
Handidi zvinhu zvinondinetsa
Hell no!



Авторы: Ernest Mabika, Nyasha Kindness Gurure


Crooger - Koncrete Jango
Альбом Koncrete Jango
дата релиза
20-05-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.