Текст песни Only You (feat. Ti Gonzi) - Crystal Rich
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
(U-udheliwami)
Vaingoti
hushamwari,
haana
basa
Jahman
Haakuroore
Jahman,
Ring-pan-thing
and
no
worry
Vanotivenga
no
worry,
handina
mota
handina
mari
Chandinoda
shamwari,
rudo
rwako
kusvika
nariini
(Now
remix)
its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
(mhai)
Its
only
you
ndinokuvimbisa
(imwe
mbeu)
Baby
wangu
uri
hurungudo
Pamwe
tiri
vadiki
asi
chikuru
rudo
Mwana
uyu
ndinomuda
aish
ndinomuda
Handife
ndamukanya
samukuru
gudo
Parudo
ndiri
pro,
hapana
anondimisa
Saka
baby
ndoku
pro-miser
Ndiwe
wega
wandinoda,
nyatso
easer
I
know
love
is
blind,
maziso
acho
ndeehwiza
Anoda
kukutora
ndomubata
panorwadza
iwe
iwe
'Cause
handigone
newe,
ndingatotadza
newe
Ndoganza
newe
the
love
of
my
life
Usatye
hako
handizi
dofo,
ndiri
do-five
Kana
une
nzara
aiwa
usakwate
Ndipe
fon
ndibate,
Boss
Tate
Kana
uchida
braai
aiwa
haishate
Tinodya
maguru,
tofamba
nematate
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Ah,
ganda
rako
rakatsetseka
Ndichangoramba
ndakatendeka
Eheka
kurambana
kweteka
Kunge
kuClub,
love
yedu
iri
kuyendeka
Ndokuda
kusina
Zesa
'cause
wakabaka
Apa
kuface
wakanaka
Ndichauya
baby,
ndobisa
mombe
Zvavanosasa
hazvinei
saSakarombe
Vaingoti
hushamwari
(ai)
haana
basa
Jahman
(mhai
Haakuroore
Jahman
(mhai)
Ring-pan-thing
and
no
worry
(ma1
boys)
Vanotienga
no
worry
(no)
handina
mota
handina
mari
(bhoo)
Chandinoda
shamwari
(yo)
rudo
rwako
kusvika
nariini
(fine)
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Its
only
you
ndinokuvimbisa
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.