Текст песни Gwati - Enzo Ishall
Akanz
vhara
maziso
uone
magic
Achingovhara,akapihwa
gwati
rine
poison
Kuita
kuputika
seatomic
akatozoponera
kuclinic
Ukamubvunza
ndokurambira
ndoitora
nyoka
mhenyu
ndigokukandira
Ukada
kubvunza
munovengana
Munobva
mapesana
ooh(namai
vangu
ooh)
Haadi
kuinzwa
nyaya
iyoyo
Usatomboibvunza
nyaya
iyoyo
Itosiyana
nayo
hako
siyana
nayo
Haachada
kunzwa
nezvayo
iyo
Haadi
kuinzwa
nyaya
iyoyo
Usatomboibvunza
nyaya
iyoyo
itosiyana
nayo
hako
siyana
nayo
Gwati!rinovhura
munhu
kunge
bhuku
Rinosunga
dama
kunge
dhuku
chiri
chino-look
Zvekuty
ndakatomboty
istrock
iri
1 chete
kunge
stock
Takawana
atota
mabhurukwa
neweti
Mumwe
akaty
what!
(Gwati
rine
kaThat)
Yatoty
weti
mhanya
kutoilet
iri
Gwati
ramubhendesa
panga
pari
straight
Haadi
kuinzwa
nyaya
iyoyo
Musatomboibvunza
nyaya
iyoyo
Itosiyana
nayo
hako
siyana
nayo
Haachada
kunzwa
nezvayo
iyo
Haadi
kuinzwa
nyaya
iyoyo
Usatomboibvunza
nyaya
iyoyo
Itosiyana
nayo
hako
siyana
nayo
Haachada
kunzwa
nezvayo
iyo
Umwe
akaty
afenta
umwe
akaty
afa
Kana
maty
afa
takutomushafa
Rima
ramugarira
kuita
kunge
sofa
anga
akutorota
ane
mukadzi
waPotipher
Dzakamuka
pachiUndertaker
handido
kukunyepera
ndakamboda
kuseka
Ndakabva
ndamuseka
achinzi
wanakirwa
Iye
achity
saq
(Saq
wazodonha
semusika)
Mbaramatunya
gwati
rinosiya
mhuno
ichipoponya
kunge
Mosiatunya
aisaziva
kuty
kune
anonyunya
kuty
kune
anopedza
musarinya
Haadi
kuinzwa
nyaya
iyoyo
Usatomboibvunza
nyaya
iyoyo
Itosiyana
nayo
hako
siyana
nayo
Ukangomubvunza
achidya
anoty
ndaguta
Nyangwe
dziri
dzaanofarira
mbatata
nemuto
werwatata
Usashamisike
achibuda
dikita
achipukuta
Ramukudumura
senge
ridhi
pakubura
Ndakatomboty
ibara
richizomukwidibira
adonhera
pane
neuko
Takamuzora
sauti
ndoinonzi
Knockout
knockout
Kwanz
nebby
rake
ndakamboda
kumubvunza
akaburuka
Akaty
endai
henyu
nechimota
chenyu
Usamubvunza
husiku
anorara
nebhutsuuu
uyu
Haadi
kuinzwa
nyaya
iyoyo
Usatomboibvunza
nyaya
iyoyo
siyana
nayo
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.