Текст песни Bhanan’ana - Freeman HKD
Bata
mwana
uyo
Ibhanan'ana
5 star
Hona
mwana
uyo
ibhanan'ana
Petso
Royc
Chikati
HK
Move
Handisi
kuzvibeliever
kuti
ndini
(bhanan'ana)
Uri
too
much
ndaifunga
kuti
handihwine
ini
(bata
mwana)
Ndaingoti
pamwe
ndichahwina
confafa
ndisina
(bhanan'ana)
Pauri
ndaigara
ndiri
busy
kuimaginer
(bhanan'ana
bhanan'ana
ahhh)
Ndichitanga
kukuona
ndakanzwa
Sendaiswa
ngetani
(saMr
Palmer)
Nda
nda
ndaistammer
ndakatadza
kana
Kusasa
(ndaikakama)
Ndaida
kutuma
munhu
ndikazogaya
ZvaPutiti
(naTocky
Charmer)
But
ndaikwata
ndaifunga
kuti
uchandinyunya
(saBilli
Khama)
Kutaura
feya
(ndaihuta
shaa)
But
same
time
(ndichikuda
shaa)
Pandaichuna
team
yangu
kuti
ndinodonha
Newe
vaingoti
hapana
(zvinozikanwa)
Ikozvino
ndakuungunaidza
(pfuma
shaa)
Kumba
kwenyu
ndaakunzi
(mukwasha)
Wakandida
ndiri
step
father
disina
jagwa
Uchiramba
vane
ma(Bimma
shaaa)
Hoyoooo
Handisi
kuzvibeliever
kuti
ndini
(bhanan'ana)
Uri
too
much
ndaifunga
kuti
handihwine
ini
(bata
mwana)
Ndaingoti
pamwe
ndichahwina
confafa
Ndisina,
(bhanan'ana)
Pauri
ndaigara
ndiri
busy
kuimaginer
(bhanan'ana
bhanan'ana
ahhh)
Listen
to
me
baby
naive
ndiri
pasi
Asi
wakandikwidza
higher
Ndosaka
ndichikuti
ndandi
(I
can't
believe
wakandida
ahh)
Wakandida
Nadine
siripasi
raive
rakasungwa
newire
Hama
dzako
dzichikuti
ungamudi
(I
can't
believe
wakandida
ahh)
Pazvanga
zvakaoma
pandaikanga
waya
(I
can't
believe
wakandida
ahh)
Wakanditi
ndini
chete
munhu
waunodesire
(I
can't
believe
wakandida)
(Ndaihuta
shaa)
But
same
time
(ndichikuda
shaa)
Pandaichuna
team
yangu
kuti
ndinodonha
Newe
vaingoti
hapana
(zvinozikanwa)
Ikozvino
ndakuungunaidza
(pfuma
shaa)
Kumba
kwenyu
ndaakunzi
(mukwasha)
Wakandida
ndiri
step
father
disina
jagwa
Uchiramba
vane
ma(Bimma
shaaa)
Hoyoooo
Handisi
kuzvibeliever
kuti
ndini.
(bhanan'ana)
Uri
too
much
ndaifunga
kuti
handihwine
ini
(bata
mwana)
Ndaingoti
pamwe
ndichahwina
confafa
Ndisina,
(bhanan'ana)
Pauri
ndaigara
ndiri
busy
kuimaginer
(bhanan'ana
bhanan'ana
ahhh)

1 Musaga
2 Mhandu
3 Mutaka
4 Tsiva
5 Kumba Ndinodzoka
6 Man To Man
7 Baby Iro
8 Bhanan’ana
9 Mazirudo
10 TROPHY
11 Usandisiye
12 Nadah
13 iHombe Yamatanga
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.