Текст песни Chizevezeve - Freeman HKD
This
is
an
emergency,
the
tempo
has
reached
critical
levels
HKD,
Ice,
and
Roses
Baby
(baby)
ndiwe
wandanyorera
song
(ah)
Ha,
ndadhanganyika
musoro
Ndikamushaya,
ndinoshaiwa
zororo
Nyika
yedu
tiri
vaviri
mafuro
manyoro
Ndakamupinza
cherudo
chikoro
Saka
anondibata
ruoko
rwangu
Otaura
chizevezeve
munzeve
dzangu
Akati
anoda
kugara
pa-side
pangu
Zvachose
inini
mu-life
mangu
Anondibata
ruoko
rwangu
Otaura
chizevezeve
munzeve
dzangu
Akati
anoda
kugara
pa-side
pangu
Zvachose
inini
mu-life
mangu
Anonditi,
"Sly,
ndiwe
one
chete
wandakada
saka
usabatikana"
Ndakamubvunza,
"Why",
akati,
"Love
yakazara
muhana,
tisafe
takanetsana"
Nguva
yedu
ngaisafe
yakapesana,
ndichinge
ndatadza,
nemaruva
ndinopfugama
Ndakamirira
time
kuti
uite
muroora
uuye
kumba
kuzoona
daddy
namhamha
Ha,
ndadhanganyika
musoro
Ndikamushaya,
ndinoshaiwa
zororo
Nyika
yedu
tiri
vaviri
mafuro
manyoro
Ndakamupinza
cherudo
chikoro
Saka,
ane
love
inondiita
bhoo
Kamudiro
kacho
kandinomuita
so
Handina
mufaro
kana
iye
asipo,
kunge
pana
Nox
Ndazonyora
love
song
Anondibata
ruoko
rwangu
Otaura
chizevezeve
munzeve
dzangu
Akati
anoda
kugara
pa-side
pangu
Zvachose
inini
mu-life
mangu
Anondibata
ruoko
rwangu
Otaura
chizevezeve
munzeve
dzangu
Akati
anoda
kugara
pa-side
pangu
Zvachose
inini
mu-life
mangu
Baby
ndinodzikama
ndikafunga
pawakatanga
kundipa
rudo,ukandisiya
ndobaikana
Moyo
yedu
takachinjana,
usafunge
zvekundipa
wangu
iyezvino,
handisati
ndafinhikana
Ndiwe
chete
musikana
wandinoda
kutaura
naye
pafon
tichikurukura
zverudo
Nekuda
kwekuona
kudzikama
kubvira
musi
watasangana,
kutsvaga
mumwe
futi,
baby,
no
Ha,
ndadhanganyika
musoro
Ndikamushaya,
ndinoshaiwa
zororo
Nyika
yedu
tiri
vaviri
mafuro
manyoro
Ndakamupinza
cherudo
chikoro
Saka,
ane
love
inondiita
bhoo
Kamudiro
kacho
kandinomuita
so
Handina
mufaro
kana
iye
asipo,
kunge
pana
Nox
Ndazonyora
love
song
Anondibata
ruoko
rwangu
Otaura
chizevezeve
munzeve
dzangu
Akati
anoda
kugara
pa-side
pangu
Zvachose
inini
mu-life
mangu
Anondibata
ruoko
rwangu
Otaura
chizevezeve
munzeve
dzangu
Akati
anoda
kugara
pa-side
pangu
Zvachose
inini
mu-life
mangu
Anondibata
ruoko
rwangu
Otaura
chizevezeve
munzeve
dzangu
Akati
anoda
kugara
pa-side
pangu
Zvachose
inini
mu-life
mangu
Anondibata
ruoko
rwangu
Otaura
chizevezeve
munzeve
dzangu
Akati
anoda
kugara
pa-side
pangu
Zvachose
inini
mu-life
mangu
Ha,
ndadhanganyika
musoro
Ndikamushaya,
ndinoshaiwa
zororo
Nyika
yedu
tiri
vaviri
mafuro
manyoro
Ndakamupinza
cherudo
chikoro
Saka,
ane
love
inondiita
bhoo
Kamudiro
kacho
kandinomuita
so
Ice
and
Roses
(Ice
and
Roses)
baby
(baby)
Ndiwe
wandanyorera
song
iyi
(nyorera
song
iyi)
(Music
just
turns
me
on)
1 Chizevezeve
2 Mitemo Yatakazvipa
3 Ndipe Introduction
4 Kuimba Kubasa
5 Imagine
6 Pasi Harigute
7 Changu Ndechako
8 Ndiri Murume
9 Doctor Musandisiye
10 Uchatiurayisa
11 Summer Time
12 Handina Nhume
13 Njunga
14 Patinorova Mangoma
15 Haana Basa Nemusikana Wangu
16 Tsika Gear
17 Mi Nah Worry About Dem
18 Patinobata Mangoma
19 Hingirandi
20 Rasta Mukuitiswa
21 Musha Wemangoma
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.