Freeman - Miridzo текст песни

Текст песни Miridzo - Freeman



Yo wait
GMP hona mwana uyo
Baba kani
Ndachema zvangu
Pawadarika wakonzeresa ruzha
Hona varume vese varikuzhamba
Vatsva moyo vatadza kuzvibata
Wakanyanya, mhamha
Pawangobudikira wakonzeresa miridzo
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Ko kupenya kudai wakazoreiko
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Hona body structure, hona step yachoo
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Watora moyo yema Gallis, vese vakungokutarisa
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Ndiwe definition yerunako yese
Ndodonha newe pasi ndoSpenter mari yese
Kana kukuda iri mhosva ndopika maYears
Uri type inoita kuti ndifunge kuti ndakatakura pasi rese
Wakosha waita kuti ndiende mberi neVerse
Ndingatorwara zuva rega rega ukaita nurse
Pauri handisi lazy
Forward ever no reverse
Dzamara wazoti yes
Iwewe ndiwe Major inini Lazer
Pawangobudikira wakonzeresa miridzo
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Kupenya kudai wakazoreiko
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Hona body structure, hona step yacho
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Watora moyo yema Gallis vese vakungokutarisa
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Hona wavhiringidza pfungwa dzevanhu
Pawadarika wabata action yevanhu
Varume vese pano vakukupa chishanu
Handina chandichafunga chibuda mupfungwa dzangu
Waimbenge urikupi pese, ini zvangu
Pakati pangu nevamwe vasikana pava nemuganhu
Mi go give ya anything you want, anything you want
Ndochiwana
Ndochitsvaga ndikakupa, aewa imbondinzwa
Ndipe mukana
Mi go give ya anything you want, anything you want
Ndochiwana
Ndochitsvaga ndikakupa, aewa imbondinzwa
Ndipe mukana
Pawadarika wakonzeresa ruzha
Hona varume vese varikuzhamba
Vatsva moyo vatadza kuzvibata
Wakanyanya, mhamha
Pawangobudikira wakonzeresa miridzo
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Ko kupenya kudai wakazoreiko
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Hona body structure, hona step yachoo
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Watora moyo yema Gallis, vese vakungokutarisa
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Veduwee vakafa hapana chavakaona
Veduwee vakafa hapana chavakaona



Авторы: Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro


Freeman - Gango
Альбом Gango
дата релиза
22-08-2019




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.