Текст песни Shaina - Freeman
Gud
maBaby
Miss
Zimgold
mu
Mashcentral
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Hona
chimiro
chake
tsvarakadenga
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Tarisa
kuzunguza
chiuno
paanofamba
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Ibhebhi
rakasvika
hona
zvaari
kuzviita
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Isimbi
dzepamusoro
dzinovaima
segoridhe
Tsvarakadenga
munhu
wese
hapana
asingamude
Chipatapata
kumaface
kuti
vamubvute
Ane
runako
rusingagume
Pazimbabwe
vawachisa
ndirini
zvangu
ndovarumbidza,
chida
nezvavo
bata
Sizza
Anokuratidza
tsvarakadenga
kwadzinobikwa,
vana
vakasikwa
Usandibate!
Miss
Zimgold
mu
Mashcentral
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Hona
chimiro
chake
tsvarakadenga
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Tarisa
kuzunguza
chiuno
paanofamba
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Ibhebhi
rakasvika
hona
zvari
kuzviita
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Maoko
mudenga
muchiti
oohoh
oh
Mabhebhi
akanaka
o
oh
oh
Tsvarakadenga
idzo
oh
oh
oh
Uchizviketa
kuti
une
swaga
huya
utambe
na
Doctor
Big
up
our
sponsor
Mhukadzawanda,
Obert
naCharity
pamwechete
naBianna
Vasimbisa
Mashcentral
Saka
Sizza
vatipe
kuti
hakuna
province
ichatimisa
Makwikwi
Miss
Zimgold
Mashcentral
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Hona
chimiro
chake
tsvarakadenga
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Tarisa
kuzunguza
chiuno
paanofamba
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Ibhebhi
rakasvika
hona
zvaari
kuzviita
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Isimbi
dzepamusoro
dzinovaima
segoridhe
Tsvarakadenga
munhu
wese
hapana
asingamude
Chipatapata
kumaface
kuti
vamubvute
Ane
runako
rusingagume
PaZimbabwe
vawachisa
ndirini
zvangu
ndovarumbidza,
chida
nezvavo
bata
Sizza
Anokuratidza
tsvarakadenga
kwadzinobikwa,
vana
vakasikwa
Usandibate!
Miss
Zimgold
mu
Mashcentral
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Hona
chimiro
chake
tsvarakadenga
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Tarisa
kuzunguza
chiuno
paanofamba
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Ibhebhi
rakasvika
hona
zvari
kuzviita
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Maoko
mudenga
muchiti
oohoh
oh
Mabhebhi
akanaka
o
oh
oh
Tsvarakadenga
idzo
oh
oh
oh
Uchizviketa
kuti
une
swaga
huya
utambe
na
Doctor
oohoh
oh
Mabhebhi
akanaka
o
oh
oh
Tsvarakadenga
idzo
oh
oh
oh
Uchizviketa
kuti
une
swaga
huya
utambe
na
Doctor
Big
up
our
sponsor
Mhukadzawanda,
Obert
naCharity
pamwechete
naBianna
Vasimbisa
Mashcentral
Saka
Sizza
vatipe
kuti
hakuna
province
ichatimisa
Makwikwi
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
Hona
chimiro
chake
tsvarakadenga
Tarisa
kuzunguza
chiuno
paanofamba
Shaina
mwana
iwe
Shaina
mwana
iwe
1 Kurambwa Ndaramba
2 Wakandiremadza
3 Dangerzone Prayer
4 Changu Ndechako
5 Varidzi Vezvinhu
6 Nditachire
7 Pandakuona
8 Usandisimbise
9 Tondera
10 Mashura Pataundi
11 Shaina
12 Vanondigayira
13 Sarura Wako
14 One Man Can Satisfy
15 Handina Godo
16 Uchatiuraisa
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.