Текст песни Unovashungurudza - Jah Signal feat. Nicholas Zacharia
Tichivaumburudzawe
(taishungurudzawe)
Jah
Signal
(tirarira,
swah,
inini
ndini
ndarira,
swah)
Senior
Sigi
iwe
uchatosvika
kure
Tamuka
chiriddim
ndachinzwa
Ndafunga
kuchimhanya
zvine
ginger
Paburi
retsono
ndapinzwa
Teerera
vasikana
nemachinda
Sigi
iwe
unovashungurudza
Kunakidza
kwako
vachatopururudza
(haka!)
Senior
munotishungurudza
Kunakidza
kwenyu
kunovashungurudzawe
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Baba
pamoti
ti
ti
ti
kuridza
guitar
matishungurudza
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Senior
pamoti
ti
ti
ti
tu
turi
dhi
mashungurudza
Haisi
mhosva
ndodhakwa
nebhanzi
VanaChairman
ndovanhu
vemabars
Mangoma
aya
takabva
kugwazhi
Teerera
patani
racho
munandi
Huma
huma,
nhasi
ini
ndovanyunya
Yatova
nyanyiso
iyi
yakanyanya
Modhidha
sei
(todhidha
sengwena)
Tichivaumburudzawe
(ah!)
Sigi
iwe
unovashungurudza
(shungurudzawe)
Kunakidza
kwako
vachatopururudza
Senior
munotishungurudza
(shungurudzawe)
Kunakidza
kwenyu
kunovashungurudzawe
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Baba
pamoti
ti
ti
ti
kuridza
guitar
matishungurudza
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Wedzera
mazano
vachatopururudza
Aheha
heheha
eh
eh
(aheha
heheha
eh
eh)
Madzibaba
regai
ndirekete
(regai
ndirekete)
Tirarira
uheehe
(tirarira
uheehe)
Jamuka
iwe
eheehe
(jamuka
iwe
eheehe)
Handisi
kugumira
pano
baba
ndiri
kufamba
(famba)
Ngoma
yarira
kunakidza
saka
ndoitamba
Baba
ndabuda
pa
NashTV
ngoma
dziri
kufamba
(famba)
Taimba
nemukuru,
aiwaka
muri
mukuru
Wedzera
mazano
vachatopururudza
Sigi
iwe
unovashungurudza
(shungurudzawe)
Kunakidza
kwako
vachatopururudza
(haka)
Senior
munotishungurudza
(shungurudzawe)
Kunakidza
kwenyu
kunovashungurudzawe
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza
Baba
pamoti
ti
ti
ti
kuridza
guitar
matishungurudza
Ukati
tirarira
swa
unovashungurudza

1 Unovashungurudza
2 Ndine Mukomana Wangu
3 Jaya
4 Kamilia
5 Chembere
6 Gomo
7 Wasimuka
8 Fambai Vadzidzi
9 Tsime
10 Ndinotya
11 Nhando
12 Shanda
13 Ndakakumaka
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.