Killer T - Anakirwa Neni текст песни

Текст песни Anakirwa Neni - Killer T

Hot property music
Pari tricky
Pari tricky
Hot property
Aya T
Ndoda ku explainer
Handiti munozviziva ndiri entertainer
Babe handina kumuda ini
And hazviziri izvo zvamakugaira
Ndiye akati anondida
Handina kuti ndinomuda
Akanga anakirwa neni
Babe akanga anakirwa neni
Ndiye akati anondida
Handina kuti ndinomuda
Akanga anakirwa neni
Babe akanga anakirwa neni
Akandiona pa stage ndichirova tune
Zvikanzi killer huya titorwe photo
Ndikati haisi danger unondiona mumota unouya faster ndichangopedza show
Pari tricky
Hakana kumbotora time kutevera haisi type iya iya inoverengera
Kakanditi huya titorwe selfie plus killer mune dimp ndaisa like
Ndiye akati anondida
Handina kuti ndinomuda
Akanga anakirwa neni
Babe akanga anakirwa neni
Ndiye akati anondida
Handina kuti ndinomuda
Akanga anakirwa neni
Babe akanga anakirwa neni
Pari tricky
Handichanyatsa ku remember
Ndakuda kuenda akanditi phone number ndikati uri kudzidii
Zvikanzi never mind ndichakuda ku party plus toita ma friend ndikati hooo
Akandi textera zvikanzi chairman muri vezera
Music yako ndoiterera
Kwewe kwaunoenda ndinokutevera

Killer T - Pari Tricky
Альбом Pari Tricky
дата релиза
05-05-2016

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.