Killer T - Maisafana Kundirega текст песни

Текст песни Maisafana Kundirega - Killer T

Owo kodaz owo
Ayanaya for real
Hot property
Iwe PTK
Owo Ayanaya (ooh) for real
Hot property nyatso cheka
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
Chekuda kundisiya andisakadza
Ndochema ndoshaya anondinyaradza owo
Chaingoda kundichemedza hameno why
Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
Asi zvese zvaida ndaimupa wani owo
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
"Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari— Killer T
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha
Apa Ndanga ndiri time pusher achindiitisa zvisina basa
Murudo Ndini ndega ndaifaitira
Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
Kutoronga ramangwana ndichishingira
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
Aitove nechinangwa chekuda kundiparadza
Chekuda kundisiya andisakadza
Ndochema ndoshaya anondinyaradza owo
Chaingoda kundichemedza hameno why
Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani
Asi zvese zvaida ndaimupa wani
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha
Apa Ndanga ndiri time pusher achindiitisa zvisina basa
Murudo Ndini ndega ndaifaitira
Kutopedza nguva yangu ndichitaimira
Kutoronga ramangwana ndichishingira
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo
Maisa fanirwa kundirega ndichiperera paari
Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai owo
Maifanirwa kundipeputsa kuti ndione
Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson owo

Killer T - Chairman, Vol. 2
Альбом Chairman, Vol. 2
дата релиза
24-05-2017

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.