Текст песни Maisafanira Kundirega - Killer T
BodySlam
Records
Owo
kodaz
owo
Ayanaya
for
real
Hot
property
Iwe
PTK
Ayanaya
(ooh)
for
real
Hot
property
nyatso
cheka
Maisafanira
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanira
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Maisafanira
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanira
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Aitove
nechinangwa
chekuda
kundiparadza
Chekuda
kundisiya
andisakadza
Ndochema
ndoshaya
anondinyaradza
Chaingoda
kundichemedza
hameno
why
Kundiramba
pakutanga
zvanga
zviri
nani
Asi
zvese
zvaida
ndaimupa
wani
Maisafanirwa
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanirwa
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Maisafanirwa
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanirwa
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Aindinyepera
kuti
kumba
kwavo
ndini
mukwasha
Apa
Ndanga
ndiri
time-pusher
achindiitisa
zvisina
basa
Murudo
ndini
ndega
ndaifaitira
Kutopedza
nguva
yangu
ndichitaimira
Kutoronga
ramangwana
ndichishingira
Maisafanirwa
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanirwa
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Maisafanirwa
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanirwa
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Aitove
nechinangwa
chekuda
kundiparadza
Chekuda
kundisiya
andisakadza
Ndochema
ndoshaya
anondinyaradza
owo
Chaingoda
kundichemedza
hameno
why
Kundiramba
pakutanga
zvanga
zviri
nani
Asi
zvese
zvaida
ndaimupa
wani
Maisafanirwa
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanirwa
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Maisafanirwa
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanirwa
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Aindinyepera
kuti
kumba
kwavo
ndini
mukwasha
Apa
Ndanga
ndiri
time
pusher
achindiitisa
zvisina
basa
Murudo
Ndini
ndega
ndaifaitira
Kutopedza
nguva
yangu
ndichitaimira
Kutoronga
ramangwana
ndichishingira
Maisafanirwa
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanirwa
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Maisafanirwa
kundirega
ndichiperera
paari
Kana
maiziva
kuti
aizondisiya
zvakadai
Maifanirwa
kundipeputsa
kuti
ndione
Kuti
ndiye
Dherira
uya
wekunyengera
Samson
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.