Minister Michael Mahendere - Mumoyo текст песни

Текст песни Mumoyo - Minister Michael Mahendere



Handinga kanganwe, aaaah
Mwari zvamunondiitira, mazuva ose
Mwari munondigonera
Zvizhinji aaaah, mwari zvamunondirwira
Iwo mazuva ose, inga Mwari munondigonera
Handinga kanganwe
Handinga kanganwe
Mwari zvamunondiitira
Mazuva ose
Mwari munondigonera
Handinga kanganwe
Handinga kanganwe
Mwari zvamunondiitira mazuva ose
Mwari munondigonera
Hama musakanganwe, eeeh
Mwari zvaanokuitirai iwo mazuva ose
Inga Mwari anokugonerai
Chimbofungisisa iwe, Mwari zvaanokuitira
Wongo mutenda inga Mwari anokugonera
Usakanganwe
Usakanganwe
Mwari zvaanokuitira
Mazuva ose
Mazuva ose
Aiwa aiwa, Mwari anokugonera
Usakanganwe
Usakanganwe
Mwari zvaanokuitira
Mazuva ose
Mwari anokugonera
Mwari uyu Mwari anokugonera
Iro zuva richibuda aaaah
Ndoswera, hooooo iro rodoka
Pose pazvinonetsa, aaaah
Ndinodaidza imi Mwari
Aaaah, munondipindura
Hona Mwari munondigonera
Saka zvikanetsa zvikarema
Daidzai Mwari
Zvikarema zvikanetsa
Daidzai Mwari
Anouya, iye anouya, iye anouya
Izvo zvikarema zvikanetsa
Daidzai Mwari
Zvikanetsa zvikarema
Daidzai Mwari
Anouya, iye anouya, iye anouya
Zvikarema, zvikanetsa
Daidzai Mwari (Chingo daidzai Mwari)
Zvikarema, zvikanetsa
Anouya, (huyai) anouya, (huyai) anouya
Kochii chanetsa
Zvikarema, zvikanetsa
Daidzai Mwari (Chingo daidzai Mwari)
Zvikarema, zvikanetsa
Anouya, (anouya) anouya, (anouya) anouya
Mwari zvamunondiitira
Zviri mumoyo mangu (muymoyo)
Zviri mumoyo (mumoyo)
Mumoyo (mumoyo)
Izvo zviri mumoyo mangu (muymoyo)
Zviri mumoyo (mumoyo)
Mumoyo (mumoyo)
Mwari zvamunondiitira
Zviri mumoyo mangu (muymoyo)
Ndakachengeta(mumoyo)
Mumoyo (mumoyo)
Zviri mumoyo (mumoyo)
Mumoyo (mumoyo)
Iro basa renyu riri mumoyo mangu
Mumoyo (mumoyo)
Mumoyo (mumoyo)
Aaaah, nyasha zvenyu dziri mumoyo mangu
Mumoyo (mumoyo)
Mumoyo (mumoyo)
Mwari munogara munogara mumoyo
Mumoyo (mumoyo)
Mumoyo (mumoyo)
Makandikoshera muri mumoyo mangu
Mumoyo (mumoyo)
Handikanganwe
Mwari wedenga, Mwari wedenga
Mwari wekudenga ndimi Mwari makanaka
Imo muhupenyu, muhupenyu wangu
Anondigonera
NdiMwari wekudenga
Mwari wekudenga
Oooh, ndiMwari wakanaka
Aiwa imo muhupenyu (muhupenyu wangu)
Anondigonera
Mazuva ose, nguva dzose Mwari
Mwari wekudenga, ndimi ndiMwari wakanaka
Makanaka
Muhupenyu wangu haiwa anondigonera
Ndinogonerwa, naMwari
Mwari wekudenga ndiMwari wakanaka
Ndomutenda (muhupenyu wangu)
Anondigonera
Zvekudya, zvekupfeka
Mwari wekudenga ndiMwari wakanaka
Haiwa imo muhupenyu hwangu
Muhupenyu hwangu anondigonera!



Авторы: Michael Mahendere


Minister Michael Mahendere - Live Worship
Альбом Live Worship
дата релиза
10-01-2017




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.