Natasha Muz feat. GZE - Hazvisi Zvenharo текст песни

Текст песни Hazvisi Zvenharo - Natasha Muz feat. GZE



Ooh, gimme, gimme (aha)
Gimme love, gimme love (ch-chi-chi) gimme love, real love
Gimme love (boyz reSaston) gimme, gimme (now, remix)
Anondisiya ndiri lonely (lonely) anongoita zviri not fair
Hapana kana paanoswera aineni one more day
Unozviziva ndinokuda, shamwari dzangu dzinokuudza
Zviri zvenharo baby, inini ndokuudza one more time
Rimwe zuva, misi nenguva, chiro chandoziva haurare kumba
Pasina kana nguva, baby unozviziva, ini zvinondirwadza moyo
Hazvisi zvenharo izvi, hazvizi zvenharo izvi
Dzimwe nguva haurare kumba
Ndotaura rimwe zuva haunzwe zvandoda
Hazvizi zvenharo izvi, hazvizi zvenharo izvi
(Oh-oh, oh-oh, oh-oh, oh-oh)
(Oh-oh, oh-oh, oh-oh, oh-oh)
(Oh-oh, oh-oh, oh-oh, oh-oh)
Ariku-feeler pain, akundishaisa peace
Chimbondigira space, ndimbo-runner ma-streets
Ndakamupfimba brain, akawira deep
Aku-feeler safe, hanzi inenge dream
Ma-dinner dates, nema-shopping sprees
Ndokuti, "Say my name", ndakamupeta ma-knees
Injuzu, ari fresh out of the water
Zvuma muchiuno, shotgun muchibhora
Ipfuti, bang-bang, hanzi, was Gucci, ari gang-gang
Simbi yema-hustler, hazvisi zvenharo
Here comes the drama, akunetsera rusambo
MaziPDA, you used to kick it on the down low
Uchi-aimer "A", dai pasina gauro, whatever
Ndini ndine gogo yaCindirella
Ex wako iCoke Zero, haana flavor
Rimwe zuva, misi nenguva, chiro chandoziva haurare kumba
Pasina kana nguva, baby unozviziva, ini zvinondirwadza moyo
Hazvizi zvenharo izvi, hazvizi zvenharo izvi
Dzimwe nguva haurare kumba
Ndotaura rimwe zuva haunzwe zvandoda
Hazvisi zvenharo izvi, hazvizi zvenharo izvi
(Oh-oh, oh-oh, oh-oh, oh-oh)
(Oh-oh, oh-oh, oh-oh, oh-oh)
(Oh-oh, oh-oh, oh-oh, oh-oh)
Hakuna chimwe chandinoda (noda)
Ringori rudo rwandinoda (noda)
Panekutukana, kurovana, hukasha, unokuwanza
Chitadzo here ndinokuda, zviri zvenharo ndongobhaiza
Hee, baby this-that, zvimwe zvaunoita, zvobaya moyo (moyo)
Unondi-stresser, stresser, stresser, stresser, stresser (maybe wanemumwe)
Unondinetsa, netsa, netsa, netsa, netsa, netsa (oh lo, oh yoi)
Unondi-stresser, stresser, stresser, stresser, stresser (zvimwe wanemumwe)
Unondinetsa, netsa, netsa, netsa, netsa, netsa
Rimwe zuva, misi nenguva, chiro chandoziva haurare kumba
Pasina kana nguva, baby unozviziva, ini zvinondirwadza moyo
Hazvizi zvenharo izvi, hazvizi zvenharo izvi
Dzimwe nguva haurare kumba
Ndotaura rimwe zuva haunzwe zvandoda
Hazvizi zvenharo izvi, hazvizi zvenharo izvi



Авторы: Ernest Mabika, Natasha Muromba


Natasha Muz feat. GZE - Chloe
Альбом Chloe
дата релиза
28-10-2022



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.