Ndi Kacee - Dai Makaziva текст песни

Текст песни Dai Makaziva - Ndi Kacee




Svikai svikai
Svikai Asekuru svikai
Garai
Torai inzwi rangu
Haitungamire, dai ndakaziva
Ndakamutora kare kare haasisina nguva
Ndakamutora kare kare akugara pachipfuva
Rudo rwedu harusakare, long last till muguva
Mire, dai ndakaziva
Ndakamutora kare kare haasisina nguva
Ndakamutora kare kare akugara pachipfuva
Rudo rwedu harusakare, long last till muguva
Ndoda kukupinza mu Birkin
Handidi ku stress-e ne zvinhu zviri petty
Zvinhu zviri petty
Ndongoda u stress-e about your fatty
You calling me daddy
Pretty mami kwete ugly Betty
Checker ma settings
Anoda ku risker senge ku betting
Rudo rwedu ndwere paghetto ndere pa rokeshani
Kunzi irudo rwepachikoro unenge uri bursar yeah
Ndiwe uno kondorola zvese
Ndiwe uno kondorola zvese
Ndiwe uno kondorola zvese
Ndiwe uno kondorola zvese
Haitungamire, dai ndakaziva
Ndakamutora kare kare haasisina nguva
Ndakamutora kare kare akugara pachipfuva
Rudo rwedu harusakare, long last till muguva
Mire, dai ndakaziva
Ndakamutora kare kare haasisina nguva
Ndakamutora kare kare akugara pachipfuva
Rudo rwedu harusakare, long last till muguva
Mafeelings
Akandibata rough
Akandikaka rough
Akandidhaka Azul
Waita ndinakwe nguva yareba ndisina kumbokwira BP
Waita ndi, pawandibundira wakandisungira DT
Haitungamire, dai ndakaziva
Ndakamutora kare kare haasisina nguva
Ndakamutora kare kare akugara pachipfuva
Rudo rwedu harusakare, long last till muguva
Mire, dai ndakaziva
Ndakamutora kare kare haasisina nguva
Ndakamutora kare kare akugara pachipfuva
Rudo rwedu harusakare, long last till muguva



Авторы: Km



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.
//}