Nox - Ini Ndada текст песни

Текст песни Ini Ndada - Nox



Mumwe wangu, chido chemoyo
Ruva rangu, mudiwa wangu
Sahwira wangu, Shamwari yangu
Zvese zvangu
Ndapererwa inini
Ndoita seiko Seiko
Mwana uyu ndinomuda
Seiko Seiko
Ndashaya kana nere muromo
Seiko Seiko
Mwana uyu ndinomuda
Seiko seiko
Baby (baby)
Ini
Ini Ndada
Kuvanewe
Kuvanewe kusvika zvanaka
Baby(baby)
Ini Ndada
Kuva wako narini narini
Zuva rangu, Rungwanani
Mwedzi wangu, Mambakwedza
Nyeredzi yangu
Ngirozi yangu
Zvese zvangu
Ndapererwa ini
Ndoita seiko
Seiko seiko
Seiko seiko seiko seiko
Seiko Seiko
Ndashaya kana neremuromo
Seiko seiko
Mwana iwe ndinokuda
Seiko seiko
Seiko seiko seiko seiko
Baby (baby)
Ini
Ini Ndada
Kuvanewe
Kuvanewe kusvika zvanaka
Baby(baby)
Ini Ndada
Kuva wako narini narini
Baby (baby)
Ini
Ini Ndada
Kuvanewe
Kuvanewe kusvika zvanaka
Baby(baby)
Ini Ndada
Ini ndada
Kuva wako
Kuva wako narini narini
Seiko seiko
Mudiwa wangu ndati seiko
Seiko seiko
Kunyange urikure mudiwa
Seiko seiko
Baby wangu ndati seiko
Seiko seiko
Kunyange urikure
Baby (baby)
Ini
Ini Ndada
Kuvanewe
Kuvanewe kusvika zvanaka
Oooh ooh
Baby(baby)
Ini Ndada
Ini ndada
Kuva wako
Kuva wako narini narini
Baby Baby baby
Baby (baby)
Ini
Ndada
Ini Ndada
Kuvanewe
Kuvawako kusvika zvanaka
Oooh ooh
Baby (baby)
Ini ndada
Kuvawako
Narini narini



Авторы: Enock Guni


Nox - The Greatest Hits
Альбом The Greatest Hits
дата релиза
24-02-2017




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.