Текст песни Kuropodza - Oliver Mtukudzi
Buda
pachena
mun'una
vagoziva
zvaunofunga
Asika,
wochinzwawo,
zvavanofunga
Kubudirana
pachena
muzukuru
Kuterera
nekuterera
Naivo
vachanzwawo
(Torawo
mukana
wekuterera)
(Zvinotaurawo
vamwe)
(Worega
kuropodza
kuropodza
zvisina
maturo)
(Ipawo
mukana
wekuterera)
(Zvinotaurawo
vamwe)
(Worega
kuropodza
kuropodza
zvisina
maturo)
Chinonzi
hurukuro
kutaura
tichinzwanana
Ivo
votaura
iwe
uchiterera
Ndotaurawo
iwe
uchiterera
Vanokurukura
vanotaura
vachinzwanana
Iwe
wotaura
ivo
vachiterera
Wotaurawo
ini
ndichiterera
(Torawo
mukana
wekuterera)
(Zvinotaurawo
vamwe)
(Worega
kuropodza
kuropodza
zvisina
maturo)
Buda
pachena
mun'una
vagoziva
zvaunofunga
Asika,
wochinzwawo,
zvavanofunga
Kubudirana
pachena
muzukuru
(Kuterera)
nekuterera
(Kuterera)
nekuterera
Naivo
vachanzwawo
(Torawo
mukana
wekuterera)
(Zvinotaurawo
vamwe)
(Worega
kuropodza
kuropodza
zvisina
maturo)
(Ipawo
mukana
wekuterera)
wekuterera
(Zvinotaurawo
vamwe)
(Worega
kuropodza
kuropodza
zvisina
maturo)
Kungokurukura
kutaura
muchinzwanana
Ivo
votaura,
iwe
uchiterera
Iwe
wotaurawo,
ini
ndichiterera
Chinonzi
kukurukura
kutaura
tichinzwanana
Ivo
votaura
ini
ndichiterera
Ndotaurawo
iwe
uchiterera
Buda
pachena
mun'una
vagoziva
zvaunofunga
Asika,
wochinzwawo,
zvavanofunga
Kubudirana
pachena
muzukuru
(Kuterera)
nekuterera
(Kuterera)
nekuterera
Naivo
vachanzwawo
Buda
pachena
mun'una
vagoziva
zvaunofunga
Asika,
wochinzwawo,
zvavanofunga
Kubudirana
pachena
muzukuru
(Kuterera)
nekuterera
(Kuterera)
nekuterera
Naivo
vachanzwawo
Buda
pachena
mun'una
vagoziva
zvaunofunga
Asika,
wochinzwawo,
zvavanofunga
Kubudirana
pachena
muzukuru
(Kuterera)
nekuterera
(Kuterera)
nekuterera
Naivo
vachanzwawo
Buda
pachena
mun'una
vagoziva
zvaunofunga
Asika,
wochinzwawo,
zvavanofunga
Kubudirana
pachena
muzukuru
(Kuterera)
nekuterera
(Kuterera)
nekuterera
Naivo
vachanzwawo
Buda
pachena
mun'una
vagoziva
zvaunofunga
Asika,
wochinzwawo,
zvavanofunga
Kubudirana
pachena
muzukuru
1 Ungadé We
2 Chikara
3 Kuropodza
4 Mhinduro
5 Hapana Kuti Mbijana
6 Njuga
7 Kuipedza
8 Masimba mashoma
9 Mbiri Hurimbo
10 Nzungu Imwe
11 Vachakunonokera
12 Kumirira Nekumirira
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.