Oliver Mtukudzi - Ndakakubereka текст песни

Текст песни Ndakakubereka - Oliver Mtukudzi

Oh hoo
Ndiwe here mwana wekubereka?
Ndiwe here ungavakwatse mbama?
Mwedzi mipembe amai vakakutakura
Vachingochema-chema newe, nhasi wakura
Womisidzana neni baba zvibhakera
Kumisidzana neni baba zvibhakera
Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka
Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka
Hazvinei mwanangu wekubereka
Simba rose raunaro rakabva muneni
Hazvinei mwanangu wekubereka
Ndini ndakakubereka, nhasi wakura
Womisidzana neni baba zvibhakera
Kumisidzana neni baba zvibhakera
Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka
Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka
Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka
Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka
Ndini ndakakubereka, kufamba nemotokari
Kutsika ivhu reZimbabwe, zvakabva muneni
Mwanangu kani wekubereka

Oliver Mtukudzi - Wonai
Альбом Wonai
дата релиза
10-03-2006

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.