Текст песни Wenge Mambo - Oliver Mtukudzi
Wenge
mambo
Wenge
mambo
yoyo
Wenge
mambo
yoyo
Wenge
mambo
Mupaza
mari
yaramba
Ndemupaza
mari
yaramba
Hona
kuvhengezera
ungati
irema
Shuwa
kuvhengedzera
ungati
irema
(Wenge
mambo)
Kunatsa
muroyi
honde
kumupa
mwana
atya
(Wenge
mambo
yoyo)
Hona
zuva
riya
ranyura
Shuwa
ziva
riya
radoka
Ndemupaza
mari
aramba
Ndemupaza
musha
waramba
Weti
anoda
ropa
Mari
yaramba
Hona
kuvhengezera
ungati
irema
Andingaramba
Shuwa
Wenge
mambo
yoyo

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.