Текст песни Chipembenene - Oliver "Tuku" Mtukudzi
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Sorry 
                                                brother 
                                                ndakakutuka, 
                                                ndakanga 
                                                ndakadhakiwa
 
                                    
                                
                                                Ndine 
                                                hurombo 
                                                ndakakugumbura, 
                                                ndakanga 
                                                ndakadhakiwa
 
                                    
                                
                                                Sorry 
                                                shamwari 
                                                ndakakutsika, 
                                                ndakanga 
                                                ndakadhakiwa
 
                                    
                                
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Hee, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Mangwana 
                                                mangwana 
                                                ndakanga 
                                                ndakadhakiwa
 
                                    
                                
                                                Mangwana 
                                                mangwana 
                                                ndakanga 
                                                ndakakoriwa
 
                                    
                                
                                                Waziva 
                                                sei 
                                                wakanga 
                                                wakadhakiwa?
 
                                    
                                
                                                Waziva 
                                                sei 
                                                wakanga 
                                                wakakoriwa?
 
                                    
                                
                                                Hini 
                                                ndava 
                                                uchinenedzera 
                                                doro?
 
                                    
                                
                                                Sei 
                                                uchinenedzera 
                                                hwahwa?
 
                                    
                                
                                                Hini 
                                                ndava 
                                                uchinenedzera 
                                                doro?
 
                                    
                                
                                                Sei 
                                                uchinenedzera 
                                                hwahwa?
 
                                    
                                
                                                Wagara 
                                                wakazvironga, 
                                                wagara 
                                                waka-planner
 
                                    
                                
                                                Wagara 
                                                wakazvironga 
                                                iwe, 
                                                wagara 
                                                waka-planner 
                                                vamwe
 
                                    
                                
                                                Wagara 
                                                wakazvironga 
                                                iwe, 
                                                wagara 
                                                waka-planner
 
                                    
                                
                                                Wagara 
                                                wakazvironga, 
                                                wagara 
                                                waka-planner 
                                                vamwe
 
                                    
                                
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Hee, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Sorry 
                                                brother 
                                                ndakakutuka 
                                                ini, 
                                                ndakanga 
                                                ndakadhakiwa
 
                                    
                                
                                                Ndine 
                                                hurombo 
                                                ndakakugumbura, 
                                                ndakanga 
                                                ndakadhakiwa
 
                                    
                                
                                                Kukunanga 
                                                huroyi, 
                                                ndakanga 
                                                ndakadhakiwa
 
                                    
                                
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Hee, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Hoo, 
                                                chipembenene 
                                                kupinda 
                                                munzeve 
                                                yemwana
 
                                    
                                
                                                Changa 
                                                chawaridza 
                                                bonde 
                                                kare 
                                                kare
 
                                    
                                
                                                Mangwana 
                                                mangwana 
                                                ndakanga 
                                                ndakadhakiwa
 
                                    
                                
                                                Mangwana 
                                                mangwana 
                                                ndakanga 
                                                ndakakoriwa
 
                                    
                                
                                                Waziva 
                                                sei 
                                                wakanga 
                                                wakadhakiwa?
 
                                    
                                
                                                Waziva 
                                                sei 
                                                wakanga 
                                                wakakoriwa?
 
                                    
                                
                                                Hini 
                                                ndava 
                                                uchinenedzera 
                                                doro?
 
                                    
                                
                                                Sei 
                                                uchinenedzera 
                                                hwahwa?
 
                                    
                                
                                                Hini 
                                                ndava 
                                                uchinenedzera 
                                                doro?
 
                                    
                                
                                                Sei 
                                                uchinenedzera 
                                                hwahwa?
 
                                    
                                
                                                Wagara 
                                                wakazvironga, 
                                                wagara 
                                                waka-planner
 
                                    
                                
                                                Wagara 
                                                wakazvironga 
                                                iwe
 
                                    
                                 
                            1 Chipembenene
2 Munoshusha
3 Ngwarai Vana Vangu
4 Rugarwe Rwamangwana
5 Kuvhaira
6 Mean What You Say
7 Zindoenda
8 Pss Pss Hallo
9 Messenger
10 Mukombe
11 Zvauya Sei?
12 What’s Going On?
13 Unodada Nei?
14 Gona
15 Chengetai
16 Handsome
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.
                 
                                                         
                                                         
                                                         
                                                         
                                                         
                                                        