Oliver Mtukudzi - Hakuna Zita текст песни

Текст песни Hakuna Zita - Oliver "Tuku" Mtukudzi

Hakuna hama kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)
Jesu ndiye shamwari yedu, anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)
Hakuna umwe kurapa vese (hakunaba, hakuchina)
Jesu ndiye shamwari yedu, anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)
Hakuna umwe ku- (hakunaba, hakuchina)
Jesu ndiye shamwari yedu, anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)
Hakuna umwe munhu unoziva (hakunaba, hakuchina)
Jesu ndiye shamwari yedu, anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)
Hakuna chipo chikuruzve (hakunaba, hakuchina)
Jesu ndiye shamwari yedu, anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)
Hakuna umwe kurapa moyo (hakunaba, hakuchina)
Jesu ndiye shamwari yedu, anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)
Hakuna nguva tisingaudzwe (hakunaba, hakuchina)
Jesu ndiye shamwari yedu, anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)
Hapana nzvimbo asingazive (hakunaba, hakuchina)
Jesu ndiye shamwari yedu, anonatsa kutungamira
Hakuna umwe kupinda Jesu (hakunaba, hakuchina)

Oliver Mtukudzi - God Bless You: The Gospel Collection
Альбом God Bless You: The Gospel Collection
дата релиза
03-11-2016

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.