Oliver Mtukudzi - Wakuyara текст песни

Текст песни Wakuyara - Oliver "Tuku" Mtukudzi



(Munondirambidza kuita madiro ndimi ani?)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Kuramba muchipopota)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Munondirambidza kuita madiro ndimi ani?)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Kuramba muchisvotwa)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Kuramba muchipopota)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Kuraya rudzii kunenge kupopota?)
(Matsiuriro anenge kusvotwa)
(Kuraya rudzii kunenge kupopota?)
(Matsiuriro anenge kusvotwa)
Teerera mwanangu, chiteerera mwananguwe
Teerera mwanangu, chiteerera mwananguwe
Wakuraya ndewako, akutsiura ndewako iwe
Wakuraya ndewako, akutsiura ndewako iwe
Unangwarira vanopa mazano
Chenjerera vanopa mazano mwananguwe
Unangwarira vanopa mazano
Chenjerera vanopa mazano mwananguwe
(Kuraya rudzii kunenge kupopota?)
(Katsiuriro kanenge kusvotwa)
(Kuraya rudzii kunenge kupopota?)
(Katsiuriro kanenge kusvotwa)
Teerera mwanangu (chiteerera mwananguwe)
Chiteerera mwananguwe (teerera mwananguwe)
Teerera mwanangu (chiteerera mwananguwe)
Chiteerera mwananguwe (teerera mwananguwe)
Wakuraya ndewako (chiteerera mwananguwe)
Akutsiura ndewako iwe (teerera mwananguwe)
Wakuraya ndewako (chiteerera mwananguwe)
Akutsiura ndewako iwe (teerera mwananguwe)
Unangwarira vanopa mazano
Chenjerera vanopa mazano
Unangwarira vanopa mazano mwanangu
Chenjerera vanopa mazano mwananguwe
Mwananguwe, mwananguwe, mwananguwe
Mwananguwe, mwananguwe
(Munondirambidza kuita madiro ndimi ani?)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Kuramba muchipopota)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Munondirambidza kuita madiro ndimi ani?)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Kuramba muchisvotwa)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Kuramba muchipopota)
(Venyu vana mapedza kuraya here?)
(Kuraya rudzii kunenge kupopota?)
(Katsiuriro kanenge kusvotwa
(Kuraya rudzii kunenge kupopota?)
(Katsiuriro kanenge kusvotwa
Teerera mwanangu (chiteerera mwananguwe)
Chiteerera mwananguwe (teerera mwananguwe)
Teerera mwanangu (chiteerera mwananguwe)
Chiteerera mwananguwe (teerera mwananguwe)
Wakuraya ndewako iwe (chiteerera mwananguwe)
Akutsiura ndewako (chiteerera mwananguwe)
Wakuraya ndewako iwe (chiteerera mwananguwe)
Akutsiura ndewako iwe (chiteerera mwananguwe)




Oliver Mtukudzi - Chinhambwe
Альбом Chinhambwe
дата релиза
27-07-2009




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.