Текст песни Gunguwo - Oliver 'Tuku' Mtukudzi & The Black Spirits
Gunguwo
Gunguwo,
haiwa
haiwa
vakomana
Gunguwo,
ooh
vasikana
imi
Iye
hoi
hoyere
Gunguwo,
Gunguwo
Rakapona
negwaku
mukwaku
vakomana
imi
Iya
hoyi
hoyire
Gunguwo,
Gunguwo
Rakapona
nekuparapara
vasikana
imi
Iya
hoyi
hoyire
Nhasi
ndiwe
une
dura,
hupenyu
hwako
huri
papi
Ndiudzewo
muzukuru
Nhasi
ndiwe
wanokohwa,
hupenyu
hwako
huri
papiko
Ndiudzewo
mukoma
Gunguwo,
aah
vakomana
Gunguwo
haiwa
haiwa
vakomana
imi
Iya
hoyi
hoyere
yaah
Gunguwo,
Gunguwo
rakapona
negwaku
mukwaku
vakomana
imi
Iye
hoyi
hoyere
Gunguwo,
Gunguwo
rakapona
nekuparapara
asikana
kani
Iya
hoyi
hoyere
Nhasi
ndiwe
une
dura,
hupenyu
hwako
huri
papi
Ndiudzewo
muzukuru
Nhasi
ndiwe
wanokohwa,
hupenyu
hwako
huri
papi
Ndiudzewo
mukoma,
ndiudzewo
muzukuru
Ndiudzewo
munun'una,
ndiudzewo
sahwira,
ndiudzewo
Iya
hoyi
hoyere
yaah
Fenenga
iwe
fenenga
Fenenga
ini
fenenga
Fenenga
uyu
fenenga
Fenenga
iwe
fenenga
Fenenva
ini
fenenga
Fenenga
uyu
fenenga
Iya
hoyii
hoyere
yaah
Fenenga
iwe
fenenga
Fenenga
ini
fenenga
Fenenga
uyu
fenenga
1 Ndipeiwo Zano
2 Gunguwo
3 Nherera
4 Mai Maondeiko
5 Ziwere
6 Bganyamakaka
7 Pamusoroi
8 Tibvumbamirei
9 Uyai Mundione
10 Chipatapata
11 Ndiri Bofu
12 Zivai Nemwoyo
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.