Oliver Mtukudzi - Chengetai текст песни

Текст песни Chengetai - Oliver Mtukudzi



Chengetai mai nababa
Chengetai mai nababa vaya kani
Chengetai mai nababa
Chengetai mai nababa
Chengetai mai nababa vaya kani
Chengetai mai nababa
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
Chengetai mai nababa
Ndokutsanya pagwirikwiti ukararama wani
Chengetai mai nababa woye
Chengetai mai nababa
Chengetai mai nababa vaya kani
Chengetai mai nababa
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
Chengetai mai nababa
Chido chaMwari kuva navo
Chido chaMwari kuva navo
Chido chaMwari kuva navo
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
Chengetai mai nababa
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
Chengetai mai nababa
Vakakuvhumbamira muhondo iwe
Ndokukuvhumbamira pahondo
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
Chengetai mai nababa
Vakatsanya pagwirikwiti ukararama
Chengetai mai nababa



Авторы: Oliver Dairai Mtukudzi


Oliver Mtukudzi - Grand Masters
Альбом Grand Masters
дата релиза
21-08-2015



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.