Текст песни Hazvireve - Oliver 'Tuku' Mtukudzi
Hazvireve
rudo
handina
ini
Hazvireve
rudo
handina
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Hazvireve
rudo
handina
ini
Hazvireve
rudo
handina
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Mai
vaiva
mwana
mudiki
(mudiki)
Ini
ndakanga
ndichimwana
mudiki
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Mai
vaiva
mwana
mudiki
(mudiki)
Ini
ndakanga
ndichimwana
mudiki
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Mai
vaiva
mwana
mudiki
(mudiki)
Ini
ndakanga
ndichimwana
mudiki
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Mai
vaiva
mwana
mudiki
(mudiki)
Ini
ndakanga
ndichimwana
mudiki
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Mhaka
yaivepo
takatukana,
kupopotana
Amai
ndokuwoneka
Bopoto,
kutukana,
nekuwoneka
Mhosva
yaivepo
takatukana,
kupopotana
Amai
ndokuramwa
Bopoto,
kutukana,
nekuwoneka
Mukupera
kwegore
Ndakatozonzwa
nerunyerekupe
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Mukufamba
kwenguva
Ndakatozonzwa
nerunyerekupe
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Takasangana
pamhararano
(mhararano)
Ndikabvunza
amai
mwana
aripiko
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Takasangana
pamhararano
(mhararano)
Ndikabvunza
amai
mwana
ananiko
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Tichaonana
tichaonana
kana
Mwari
ada
(zvarongeka)
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Tichaonana
tichaonana
kana
zvichinge
zvarongeka
(Mwari
ada)
Hazvireve
rudo
handina
newe
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Hazvireve
rudo
handina
ini
Hazvireve
rudo
handina
ini
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu
Hazvireve
rudo
handina
ini
Hazvireve
rudo
handina
ini
mwanangu
iwe
Rudo
ndinarwo
mwanangu

1 Ninipa
2 Izere Mhepo
3 Pindirai
4 Menzva Kudzimba
5 Hazvireve
6 Hope
7 Tiregerereiwo
8 Handiro Dambudziko
9 Tiri Mubindu
10 Dzokai
11 Tozeza
12 Dzidziso
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.