Oliver 'Tuku' Mtukudzi - Pfimbika текст песни

Текст песни Pfimbika - Oliver 'Tuku' Mtukudzi




Vamwe vanopfimbika pfimbi, iwe kukanga mhodzi yembeu
Vamwe vanopfimbika pfimbi, iwe kukanga mhodzi yembeu
Mufaro idambe rinoparira
Vamwe vanopisa mavivi, iwe kukanga mhodzi yembeu
(Rega kukanga, kanga mhodzi yembeu)
Vamwe vanopisa mavivi, iwe kukanga mhodzi yembeu
(Rega kukanga, kanga mhodzi yembeu)
Mufaro idambe rinoparira, pfimbi ipfimbi muine chiro
(Rega kukanga, kanga mhodzi yembeu)
Huvhuro huchaterera, roora richatevera
Muvhuro uchaterera, roora richatevera
(Rega Kukanga, kanga mhodzi yembeu)
Huvhuro huchatevera, roora richatevera
Muvhuro uchatevera, roora richatevera
(Rega kukanga, kanga mhodzi yembeu)
Huvhuro huchatevera, roora richatevera
Muvhuro uchatevera, roora richatevera
(Rega kukanga, kanga mhodzi yembeu)
Panokorwa pakamuka, pfimbi ipfimbi muine chiro
Pakamurwa pasekesa, pfimbi ipfimbi muine chiro
Rega kukanga-kanga, kanga mhodzi yembeu
(Rega kukanga, kanga mhodzi yembeu)
Rega kukanga-kanga, kanga mhodzi yembeu
(Rega kukanga, kanga mhodzi yembeu)



Авторы: Oliver Dairai Mtukudzi



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.
//}