Qounfuzed - Mudhudhudhu текст песни

Текст песни Mudhudhudhu - Qounfuzed



Kubvirisa mushini
Kwire dzike
Dzike kwire
Ramba uchi bhambisa usamire
Tarisa uko usanditarire
Paa Paa Paa Paa
Ita kuti arire
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Kotama seuri padhudhu bike
Wakaputika fanika dynamite
Ukangobata pasi chete ndoisa like
Bhenda bhenda kunge sign yeNike
Ndichikuchovha semudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mona wakandigarira
Kusvikira yamira song
Kurira kurira kurira
Mafia rakatarira rikurota rakavharira riri wrong,riri kuzvifurira
Regedzera mabhaudhi
Sunungura mavalve
Nyama yawakadengezera muma trouse umu ndoda kudyawo mahalf
Nehudhebwe dhebwe pesu pesu
Dhomotsa vanhu vakaita sesu
Baby zvauri kuita besu
Hazviitwe nemunhu anotya Jesu
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Kotama seuri padhudhu bike
Wakaputika fanika dynamite
Ukangobata pasi chete ndoisa like
Bhenda bhenda kunge sign yenike
Ndichikuchovha semudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Ndiwe watiza nechikokoko
Uchionererwa kunge Mai koko
Unodiwa nembinga kunge shampopo
Uchandisirwa mubobobo
Hona kachizukuru
Zunza mupunduru
Wakarara Pasi fanike chigunduru
Kurunga mupunduru
Kurunga mupunduru
Fanike chipunhu mupoto yeukuzhlungu
Let the games begin
Position
Yekubvirisa mushini
Ari muShort ari muJean
Ari muLegging chero muMini
Bhendesa musana
Bhendesa musana
Bhendesa musana
Bhendesa
Kotama seuri padhudhu bike
Wakaputika fanika dynamite
Ukangobata pasi chete ndoisa like
Bhenda bhenda kunge sign yenike
Ndichikuchovha semudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kwire dzike
Dzike kwire
Kwire dzike
Dzike kwire
Kwire dzike
Dzike kwire
Kwire dzike
Dzike kwire
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Moneredza zunza
Kotama seuri padhudhu bike
Musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kotama seuri padhudhu bike
Musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kotama seuri padhudhu bike
Musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kotama seuri padhudhu bike
Musana vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kotama seuri padhudhu bike
Wakaputika fanika dynamite
Ukangobata pasi chete ndoisa like
Bhenda bhenda kunge sing ye nike
Ndichikuchovha semudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Lenny Matterhorn vaudze kuti havangatigone
Fyah dj, Captain Pliez
Ngoma harisi rebias
Di Don
Bhendesa musana bhendesa musana
Ndururani
Havok ichichi chauya neshock



Авторы: Mcdonald Sheldon


Qounfuzed - Mudhudhudhu
Альбом Mudhudhudhu
дата релиза
30-05-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.