Qounfuzed - Ndakachena текст песни

Текст песни Ndakachena - Qounfuzed

Futi futi ndashamba ini ndakwiza
Kwete vaya vanoramba kana kutiza
Bhavha haridi kujamba kunge hwiza
Chero muri muchando hapadi visa
Haaaa
Gucci,Louis,Versace
Prada Prada Prada
Ndoma label echimbada mbada mbada
Gucci, Louis,Versace, Prada Prada Prada
Ndovasiya vese vachi Prata Prata
Ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena
Handina kupfeka zvinodhura but ndakachena
Hona kufitwa hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo(Snappy snappy)
Ndakachena tora mapikicha
Aiwa nhasi ndakachena wowoo
Sendebve dzafather Christmas hoo hoo
Aiwa wangu wakunditsika hoo hoo
Handisi kuda zvemabororo zvewowowo
Ndiri poor cousin zvangu but kana ndichi looker looker ndofila rich
Zvekuti twakakwidza twekwangu ndokutuka nechirungu kuti son of a himhi
Mababe ane maeye shadow lipgloss siya
Vamwe vacho ndeve mabig boss yah
Aaa hoo hauna door aaa hoo hauna door
Simbi dzisingasimudzike heavy heavy
Ndedzana mandebvu vasinga shevhi shevhi
Kana uchimadawo macurve Booker tebhuru dzigarire mabhodhoro sa Bev Bev
Kana usiri mbinga mbinga hazvireve wava dinga dinga
Kana usiri mbinga mbinga hazvireve wava dinga dinga
Ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena
Handina kupfeka zvinodhura but ndakachena
Hona kufitwa hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo(Snappy snappy)
Ndakachena tora pikicha
Tora mapikicha isa mafirita
Usama limiter
Asina kubuda tichazoma deleter
Zvepa insta zvinoda skiri sha zvinoda kudeliver
Zvinoda kusiya vanhu vachi believer
Ndakamatchesa zvangu down to top
I don't want to talk
Smart rega riri kumhan'ara
Ringava risina kubuda mushop I'm just looking dope
Hazvina kungouya mahara
Ishe komborera ghetto yut
Chero mumafaro ivai naro futi
Nguva yimwe yekufara ringazoiwana kupi
Mumastreets muri kupisa baba haisi juti
Kana usiri mbinga mbinga hazvireve wava dinga dinga
Kana usiri mbinga mbinga hazvireve wava dinga dinga
Ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena
Handina kupfeka zvinodhura but ndakachena
Hona kufitwa hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo(Snappy Snappy)
Ndakachena tora mapikicha
Ndipei mukana ndimbopupura kuti ndakachena
Handina kupfeka zvinodhura but ndakachena
Hona kufitwa hona kufitwa hona kufitwa nditorei photo(Snappy Snappy)
Ndakachena tora mapikicha

Авторы: Mcdonald Sheldon

Qounfuzed - Ndakachena - Single
Альбом Ndakachena - Single
дата релиза
27-11-2020

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.