Seh Calaz - Kunyangwe Mukadaro текст песни

Текст песни Kunyangwe Mukadaro - Seh Calaz



Cymblixe music
Mbare mie seh
So so so
I knoe knoe (heyii)
Vanonditi handigone kupfimba
Nekutii ivo vane simba
Vanonditi handigone kuimba
Asi ukandinzwa ndichiimba
Ndine zvandakatadza mu rudo
Votii ini handina rudo ndichawana
Rudo rudoo rudooo iiii
Ibofu nyangwe vaiti ii tough
Ndaitono mupa ma nough
Chinzwa inini iii...
Kunyangwa mukadaroo
Ndichamuwana anondida
Ndakadaro nyangwe
Muchinditi ndine nharo
Ndine nharo nyangwe
Mukadaroo chamuwana
Anondidawo ndakadaro
Ndakangozvarwawo ndakadaro
Ndine nharoo ndine oo
Nharoo inii ndine nharoo
Ndichamuwana anondidawo
Ndakadaro sa sauro uummm
Mmm hmm sa sauro hmmm
Hee kunyangwe mukauya
Muchinditi ndakaremara
Mwarii gadzira zvese
Zvondiremera zvakawanda
Ini zvaindirambira asi one
Day ndozviziva zvichandifambira
Anondigezesa uye anondionesa
Uye achandiponesa pandatadza
Anondi konesa anondidzora
Iye wandinotaura anondida
Ndakatyora kunyangwe ndakanaka
Ndaora anondifonyora iyeyuu
Mwana iyeyuu aaah iyeyuu uuu
Chibababa...
Kunyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo
Ndakadaro kunyangwe
Muchinditi ndine nharo
Ndine nharo kunyangwe
Mukadaroo ndichamuwana
Anondidawo ndakadaroo
Ndakango zvarwa ndakadaro
Ndine nharo...
Ndingori 1 ariega wandi siya
Ndega asi kana zvisi zvega
Wangu anouya ndingori
1 ariega wandisiya ndega ...
Eeh hazvisi zvega wangu
Anouya... hee ...
Wangu anouya ...
Sauro wandisiya ndega...
Wandisiya hee ...
...sauro wandisiya ndega
Kunyangwe mukadaro
Ndichamuwana anondidawo
Ndakadaro nyangwe muchinditi
Ndine nharo nyangwe mukadaroo
Ndichamuwana anondidawo
Ndakadaro nyangwe muchinditi
Ndine nharoo nyangwe mukadaroo
Oooh oooh oooh chamuwana
Anondidawo ndakadaro
Ndakango zvarwa ndakadaro
Ndine nharo
Cymblex Music...
Dne by djalimenda



Авторы: Saul Musaka


Seh Calaz - Souljah Love Tribute
Альбом Souljah Love Tribute
дата релиза
19-04-2021




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.