Seh Calaz - Mhamha текст песни

Текст песни Mhamha - Seh Calaz



Ndangariro x 2
Chishuwiro e-h
Ndimbofunga kuti ndichiri kuhope ndakarara,
Mwari dai mauya mandi peputsa pandakarara,
Zuva nezuva paribuda ndimboringa nguva ngakayewa musuvo dzingori
Shunguvo, Ndichiti zvimwe muchabudikira Mouya mondimbundira monditi
Mwana wangu ndadzoka ndanga ndanonoka,
Mondiudza kuti mandisuwa semasuwiro andakuitai,
Mondiudza muchiri kundida semadiro
Andokuitai, Mhamha mazonyanya kuti zii tauravo nen...




Seh Calaz - Nguva Yangu (My Time)
Альбом Nguva Yangu (My Time)
дата релиза
28-07-2016




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.