Shinsoman - Mawaya Waya текст песни

Текст песни Mawaya Waya - Shinsoman



Intro
Hear me now
Ndafadza ma sister
Ndafadza munhu wese mazviita
Doro tadira pasi tafadza varipasi tafadza kana ma ancestors
Yeeeeeaaah!!!
Waya waya
Ma fans angu ese andikandira ma waya waya
MaWaya waya pandinoimba ngoma mese musawaya waya
Musa waya waya
Mafans angu andikandira ma waya waya
Eheee
Ndaiti ndiani angandidee??
Ndiani angandidee??!
Nhasi zvaitika zvega
Ini handimboregaa
Muchasarira mega
Tapinda Jamaica
Ndiani angandidee??
Ndaiti ndiani angandidee?
Pandai sadharara
Vamwe vachifara
Ndainzi ndasara
Unoda zvemahara
Kuhama dzangu dzakafa
Dai varipo vachindiona
Hapana foni nhasi dai ndafona
Ndichivaratidza kwangu kugona
Kuti dancehall father
Di game dem lover
Mi mush up dancehall kusvika Mwari vada
Zigi zigi zagaa
Makazara maguns
Ndichiita twunhu twangu ndichiradzika matsaga
Umaga
Repeat Intro
Repeat Verse 1



Авторы: Shinsoman


Shinsoman - Zimbabwe's Hits 2013 - 2014
Альбом Zimbabwe's Hits 2013 - 2014
дата релиза
29-08-2014




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.