Tanto Wavie - Jonh Vhura Ghedhi текст песни

Текст песни Jonh Vhura Ghedhi - Tanto Wavie



Ndarota ndiri mbinga
Ahh ini ndanga ndiri mbinga
Ende vanhu vese vachindida
Ndine mota dzekwa boss Genious
Ah dzekwa Genious
Ndichizvida
Nyangwe (?) key
Munhu wese angone makey
Tanto Wavie
Chibeat chaTanto Hoooiiiyee
John Vhura Ghedhi
John Vhura Ghedhi
Ndauya nemababie
Uya nemababie
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
John Vhuli Gedhi
John Vhuli Gedhi
Ndauya nemababie
Uya nemababie
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
Ndauya nemasushi
Ese ane booty
Maziblack beauty
Vana vane mudhoto
Unenge wesvoto
Ndauya navo vose
Vaunoda vose
Nhasi topinda mupfocho
Ndiri kuda malager
Ndauya ndakacharger
Gedhi ukasavhura john tinopapinda neladder
Mababie andinawo anoda kufara
Ngatitange muzhalo masport atotanga.
John Vhura Ghedhi
John Vhura Ghedhi
Ndauya nemababie
Uya nemababie
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
John Vhuli Gedhi
John Vhuli Gedhi
Ndauya nemababie
Uya nemababie
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
Jagwa ndauya ndakazadza mababie(mababie)
Unoda lydia here cynthia kana febbie(kana febbie)
Ini pangu ndapedza ndakutoda zveprezha
Ini pangu ndapedza ndauya ndakakwesha
Amaihweee zvangu dedzai Roby naBobby deidzai kledha naJedza
(?) naAgogo totangidza chimoto
Saka (?) vape moyo
John Vhura Ghedhi
John Vhura Ghedhi
Ndauya nemababie
Uya nemababie
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
John Vhuli Gedhi
John Vhuli Gedhi
Ndauya nemababie
Uya nemababie
Anoda kufara
Anoda Dhindindi
Anoda kufara
Anoda Dhindindi



Авторы: Shingirai Makaza


Tanto Wavie - Jonh Vhura Ghedhi
Альбом Jonh Vhura Ghedhi
дата релиза
26-02-2021


Еще альбомы
Исполнитель Tanto Wavie, альбом So
2021
Исполнитель Tanto Wavie, альбом Mbinga
2021
Исполнитель Tanto Wavie, альбом KETE
2021
все альбомы


Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.