Текст песни Nhamo Zvakare - Thomas Mapfumo
Nhamo
yauya
wakomana,
nhamo
yauya
iwe
Totobatsirana
pamwechete,
nhamo
yauya
iwe
Nhamo
yauya
zvekare,
nhamo
yauya
iwe
Vakomanawo
pandakabva
kuhondo
Baba
namai
ndakakunyeperai
Ndikati
nhasi
rugare
rwauya
Ndokuonawo
nekuperawo
kwehondo
Ndisingazive
zvakange
zviri
mberi
Ndikati
nhasi
nhamo
yapera
Nhamo
yauya
wakomana,
nhamo
yauya
iwe
Totobatsirana
pamwechete,
nhamo
yauya
iwe
Nhamo
yauya
zvekare,
nhamo
yauya
iwe
Baba
namai
ndakakunyeperai
Baba
namai
pandakabva
kuhondo
Ndikati
nhasi
rugare
rwauya
Ndokuonawo
nekuperawo
kwehondo
Ndisingazive
zvakange
zviri
mberi
Ndikati
nhasi
nhamo
yapera
Nhamo
yauya
wakomana,
nhamo
yauya
iwe
Totobatsirana
pamwechete,
nhamo
yauya
iwe
Nhamo
yauya
zvekare,
nhamo
yauya
iwe
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
Nhamo
yauya
wakomana,
nhamo
yauya
iwe
Totobatsirana
pamwechete,
nhamo
yauya
iwe
Nhamo
yauya
zvekare,
nhamo
yauya
iwe
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
Hurombo
amaihwee
hee,
hee,
hee
ndeha
1 Musanyepere
2 Chisi
3 Mamvemve
4 Kuenda Mbire
5 Disaster
6 Kune Rima
7 Moto Uyo
8 Wachiona Chirombo
9 Nhamo Zvakare
10 Nherera
11 Kariba
12 Zvichapera
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.