Текст песни Pasi Paenda - Thomas Mapfumo
Se
se
se
pasi
paenda
muchiona
Se
se
se
here
hapasisina
mufaro
Pasi
pano
rave
gehena
vakomana
Kuseka
nhamo
harusi
rugare
Se
se
se
here
vanhu
vapanduka
muchiona
Havachatya
Mwari
Musiki
mufunge
Vanoponda
vachizviita
vanamwari
Vakanganwa
kuti
Musiki
variko
Pasi
paenda
muchiona
Pasi
paenda
muchiona
Vanhu
vapanduka
mufunge
Vanhu
vapanduka
mufunge
Kuba
kwanyanya
mufunge
Kuba
kwanyanya
mufunge
Hupombwe
hwanyanya
mufunge
Hupombwe
hwanyanya
mufunge
Pasi
pano
hapasisina
rukudzo
Panyika
pano
hapasisina
mutemo
Vanofamba
vasina
kupfeka
Vanoshora
midzimu
yavo
mufunge
Zvakanyorwa
zvese
mubhuku
raMwari
Zvirwere
izvo
zvisingarapike
Vamwe
vanhu
mazuva
ano
mufunge
Chenjeraiwo
ndiko
kuguma
kwepasi
Mwari
vatsamwa
muchiona
Mwari
vatsamwa
muchiona
Zvitema
zvawanda
mufunge
Zvitema
zvawanda
mufunge
Humondi
hwawanda
mufunge
Humondi
hwawanda
mufunge
Husvinhu
hwanyanya
mufunge
Husvinhu
hwanyanya
mufunge
1 Pasi Paenda
2 Marima Nzara
3 Zimbabwe
4 Yarira Ngoma
5 Huni
6 Havasevenzi Vapfana
7 Wauraiwa
8 Vanoita Sevanokudai
9 Baba Vevana
10 Marevanhando
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.