Текст песни Scream for Me - Ti Gonzi
Scream
for
me
Imwe
Mbeu
Scream
for
me
Jamal
(No
Limits)
Everybody
scream
for
me,
Leekay
(I
came
from
nothing
to
everything)
Yeah,
yeah,
yeah,
yeah
Scream
for
me,
yeah
Vanilla
ice
cream
for
me
Itai
kuti
zvivanyadze
Vanoda
kundivharira
panze
Ndakabva
kudhara
ndichiimba
Mangoma
ende
futi
ndofirapo
(yeah)
Ndaiti
ndaimba
ndaisiya
vese
vachi-feeler
bho
Pandinoperfoma
ndoita
sekunge
ndaperfoma
miracle
(miracle)
Ndinenge
chirema
nekuti
inini
handina
kumira
bhoo
(mira
bhoo)
Kupera
kwangu
kuchanetsa
ende
futi
handimbomira
no
(yeah,
yeah)
Vavengi
vawanda
vanoda
kuona
ndichimira
hoo
(yeah
yeah)
Ndirikudiwa
kuMbare
(diwa
kuMbare)
Siyaso
I'm
feeling
myself
kunge
cup
yapera
hwahwa
iwe
dira
doro
Sing
along
for
me
Scream
for
me,
yeah
Vanilla
ice
cream
for
me
Itai
kuti
zvivanyadze
Vanoda
kundivharira
panze
Better
umake
inin
ndiri
ndega,
but
please
usavenge
skiri
(usavenge
skiri)
Y'all
know
me
everywhere,
I'm
never
a
stranger
kwese
kwandinenge
ndiri
(ndiri)
Manumber
andinorova
maheavy,
senge
iri
(senge
iri)
Ba
Magger
anoziva
ndiri
bad
ndinenge
shiri
(ndinenge
shiri)
Batidzai
ma-phone
dzvanyai
pa-record
kepchayii
mamemories
(yeah,
yeah)
Tichinge
tiripo
tinenge
Sundowns
tichikanda
maMelodies
(ah,
ah)
Havandimise
(havandimise)
ma-enemies
(ma-enemies)
Ma-frenemies
(ma-frenemies)
handicheme
diss
Zvipiko
hapana
chavainacho,
chavainacho
dzingori
shanje
(ah)
Ndadzoka
futi,
ndadzoka
zvakare
Sorry,
I
mean
ndadzoka
zvamanje-manje
(yeah)
Usandione
kunge
no-one
(ah)
Ndini
wacho
anovavhundutsa
(ah)
Real
G
rinodiwa
nevanhu
pasina
munhu
mukuru
anopururudza
(ah)
Scream
for
me,
scream
for
me,
yeah
Vanilla
ice
cream
for
me
Itai
kuti
zvivanyadze
Vanoda
kundivharira
panze
(panze,
panze)
Scream
for
meee
yeah
Vanilla
ice
cream
for
me
Itai
kuti
zvivanyadze
Vanoda
kundivharira
panze
(panze,
panze)
with
Leekay

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.