Tocky Vibes - Musavatya текст песни

Текст песни Musavatya - Tocky Vibes



Vamwe vachito rova fudhas
Vamwe vato rova pasi
Vamwe ndovato rova pasi
Vamwe ndovarovesa vamwe pasi
Mukoma uchaisa munun'una parufu
NaBaba mwana wavo, Vana vacha mukira vabereki vavo
Muchavengwa navose nezita rangu asi kwete zvamuChose
Unotsungiriraaaaaa kusvikira pakuguma acha poneswa pakuGuma
Musavatya nekuti hakuna chaka fugidzwa chisingazo zarurwi
Musavatya hakuna chakavanzika chisinga-ngazo zivikamwe
Ndandi Vachaku tambai rough muchaonzwa nyangwe manga muri zvidhafu
Be Strong Be strong
Vamwe vachaurawa vamwe vachafira yekunzi vaiva nema wara
Asina kumbo rwara don't worry usa wara MUHU
Musavatya nekuti hakuna chaka fugidzwa chasingazo zarurwi
Musavatya hakuna chakavanzika chisinga-ngazo zivikamwe




Tocky Vibes - Rori
Альбом Rori
дата релиза
23-01-2018


Еще альбомы
Исполнитель Tocky Vibes, альбом Dhorofiya
2017
Исполнитель Tocky Vibes, альбом Tirabhuru
2016
Исполнитель Tocky Vibes, альбом Toti Toti
2015
все альбомы


Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.