Trevor Dongo - Musikana Wangu текст песни

Текст песни Musikana Wangu - Trevor Dongo



Oh ya, oh ya-ya Patakaonana
Tainge tichiri vana oohh
Pandaikunetsa
Jaya raida musikana (mmmh)
Pawakandida, Ndikati ndawana musikana
Nanhasi ndinewe, babe wandinoda musikana
Kunyangwe nguva yafamba
Ndichangoramba, ndichiona musikana wandakada, tirivadiki
Iwewe neni zvachose
(Ooh-oooh)
Hona nhasi tayarutsa mhuri yedu
Majaya nemhandara
Vamwe nekukura kwavo,
Rudo rwavo rwapera
Asi ini





Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.