Текст песни Shoko Rerudo - Trevor Dongo
Mmmmmm
yeah
Trevor
d
Ndakambofunga
pamwe
uri
murungu
Mazuva
ekutanga
ndichitanga
kukuona
Ganda
rako
kubaka
nekupenya
zvakanditora
moyo
ndizvo
zvakandidana
Mhando
yako
hayiwanike
nyore,
zvinoda
ushingi
nekumira
mira
ey
Kwaunobva
kwacho
handikuone
ini
ndosaka
ndasarudza
ndimbokuyimbira
Ooouh
wiu
wiu
ndakukukura
Shoko
rerudo
kubva
kutsi
kwemoyo
Ooouh
wiu
wiu
ndigokuyimbira
Kuti
vavakidzani
vagonzwa
nemoyo
Mumba
menyu
mumbori
vangani
Ndinenge
ndafunga
zano
rangu
ini
I
wanna
introduce
your
sisters
to
my
brothers
too
Tibva
tangoripenda
dzinza
rese
Hanzi
roora
wematongo
Tokuchinja
zita
wova
wekwa
Dongo
Vakawanda
zvichava
batabata
Nekuti
pakukuda
handimbo
cutter
cutter
(no
no)
Oouh
wiu
wiu
ndakukukura
shoko
rerudo
Kubva
kutsi
kwemoyo
Oouh
wiu
wiu
ndigokuyimbira
kuti
vavakidzani
vagonzwa
nemoyo
Oouh
wiu
wiu
ndakukukura
shoko
rerudo
kubva
kutsi
kwemoyo
Oouh
wiu
wiu
ndigokuyimbira
kuti
vavakidzani
vagomzwa
nemoyo
Its
nature
to
be
so
much
in
love
(to
be
so
much
in
love)
Hazvingapikiswe
kwete
Chero
tichiwirirana
chete
Its
nature
to
be
so
much
in
loooove
(so
much
in
love)
Hazvingapikiswe
kwete
Chero
tichiwirirana
chete
Ooooh
woo
hoo
ooo
yeah
Yeah
yeah
yeah
oooooooh
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.