Текст песни Kure - Special Version - Voltz JT feat. Galis Kush
Salsa
Records,
Mira
Ndichanyora
book,
uchapinda
every
chapter
Kana
uripo
zvine
basa,
hazvina
basa
Ay
yo,
Galis
Kush
in
it,
this
is
Voltz
JT
Ndikakuona
ndinofara
ufunge,
handichada
kutsvaga
mumwe
Ndikakushaiwa
ndinoita
kunge,
pfungwa
dzangu
dzinoenda
kure
Ndikakuona
ndinofara
ufunge,
handichada
kutsvaga
mumwe
Ndikakushaiwa
ndinoita
kunge,
pfungwa
dzangu
dzinoenda
kure
Usafunge
nema-views
evamwe,
funga
nema-views
ako
(views
ako)
Vachakuti
siyana
nazvo,
usasiyane
nazvo
Vachakuti
siyana
neni,
usasiyane
neni
Vakauya
mushure
mangu,
vati
siyanei
neni
Handisi
type
ino-louder
zvana
bae
nana
boo
But
zvikanzi
Mrs
wangu,
wakutoziya
kuti
it's
you
Zvikanzi
ndafira
munhu,
wakutoziya
kuti
it's
you
Everything
cool,
one,
two,
one,
two
Kana
ndikakuona
ndinofara
ufunge,
handichada
kutsvaga
mumwe
Ndikakushaiwa
ndinoita
kunge,
pfungwa
dzangu
dzinoenda
kure
Ndikakuona
ndinofara
ufunge,
handichada
kutsvaga
mumwe
Ndikakushaiwa
ndinoita
kunge,
pfungwa
dzangu
dzinoenda
kure
Dzinoenda
kure
(ndenge
ndichitoda
kukuona)
Dzinoenda
kure
(ndenge
ndichitoda
kukuona)
kure
(Kure
iwe
iwe,
pfungwa
dzangu)
Dzinoenda
kure
(ndenge
ndichitoda
kukuona)
Dzinoenda
kure
(ndenge
ndichitoda
kukuona)
kure
(Pfungwa
dzangu,
baby
pfungwa
dzangu)
yeah
Ay,
ndichingokuona
ndinoshaya
kuti
ndapindwa
nei?
(Pindwa
nei?)
Ndisina
nyaya
unongondi-tipper
kuti,
"Waswera
sei?"
(Waswera
sei?)
Usati
wamuka
uchaona
text,
"Wamuka
sei?"
Iwewe
uripi,
'dakuziva
kuti
ndosvika
sei?
Bvunza
boys
rangu,
dai
waiziva
kuti
ndokutaura
sei
(kukutaura)
Ndiine
nzara,
ndinoshaya
kuti
ndaguta
nei
Ma-big
boys
achikutsoma,
ndombotemba
nei?
But
hatibudi
mu-race
Zvisinei,
ndikakuona
ndine
hasha,
dzinogasa
(gasa)
Kukufunga
9 to
5 uri
basa
Handina
kana
Ex
wandichiri
kuda,
havana
basa
Kana
uripo,
zvine
basa
hazvina
basa
Ukandisiya
ndoenda
ku-church
kana
musango
kuno
faster
(ku-faster)
Unondiwana
ndakazara
nema
Pastor
Ndichanyora
book,
uchapinda
every
chapter
Kana
uripo
zvine
basa,
hazvina
basa
Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.