Winky D feat. Guspy Warrior - Holiday текст песни

Текст песни Holiday - Winky D , Guspy Warrior



Oh hooo hoooo
Ndiko kufara ka uku
Purezha in bulk
Oh hooo hooo
Takagarira prezha kunge couch
Kusvika maita godo kunge sauti
Everyday kwatiri iholiday
Tofara mangwanani kusvika kusvibe
Paita one chimafia nechi gafa (oh oh)
Patinomira purezha dance rafa (oh oh)
One chimafia nechigafa (oh oh)
Dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh)
Tikuchimanhya pachi Mafia ndozvatinoita
Paholiday
Saka usashaika patoita zvatinoita
Paholiday
Saka ndati ndiri gafa kusvika ndafa
Saka purezha harichafa kusvika ndafa
Ndokikisa purezha kunge bhora ku COSAFA
Musatsvaga recipe yepurezha taka shafa
Pane gafa nemafia
Ziya kuti padziya
Toconnecta vanhu se network pa area
Vamwe pavanodaira usasarira
Tinovajambisa sekangaroo paAustralia
Everyday kwatiri iholiday
Tofara mangwanani kusvika kusvibe
Paita one chimafia nechi gafa (oh oh)
Patinomira purezha dance rafa (oh oh)
One chimafia nechigafa (oh oh)
Dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh)
Saka ukaona Igwe
Ukaona Warrior ziva kuti hatiite
Pane mafaro hatibve
Tiri pamusoro se carrier saka regai mafans atibhige
Saka ndoda kuchimhanya so
Vachaita dizzy senge vapihwa mambama four
Kupotsa mafia negafa une kamunyama so
Ngoma racho rabva rapisa kunge summer so
Rega tinake
Oh hooo hoooo
Ndiko kufara ka uku
Purezha in bulk
Oh hooo hooo
Takagarira prezha kunge couch
Kusvika maita godo kunge sauti
Everyday kwatiri iholiday
Tofara mangwanani kusvika kusvibe
Paita one chimafia nechi gafa (oh oh)
Patinomira purezha dance rafa (oh oh)
One chimafia nechigafa (oh oh)
Dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh)
Tikuchimanhya pachi Mafia ndozvatinoita
Paholiday
Saka usashaika patoita zvatinoita
Paholiday
Saka ndati ndiri gafa kusvika ndafa
Saka purezha harichafa kusvika ndafa
Ndokikisa purezha kunge bhora ku COSAFA
Musatsvaga recipe yepurezha taka shafa
Pane gafa nemafia
Ziya kuti padziya
Toconnecta vanhu se network pa area
Vamwe pavanodaira usasarira
Tinovajambisa sekangaroo paAustralia
Everyday kwatiri iholiday
Tofara mangwanani kusvika kusvibe
Paita one chimafia nechi gafa (oh oh)
Patinomira purezha dance rafa (oh oh)
One chimafia nechigafa (oh oh)
Dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh)
Oh ooh oh
Oh ooh oh
Oh ooh oh
Oh ooh oh




Winky D feat. Guspy Warrior - Gafa Life Kicks Tape
Альбом Gafa Life Kicks Tape
дата релиза
22-10-2015



Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.