Winky D - Bhuru Dzvuku текст песни

Текст песни Bhuru Dzvuku - Winky D



Prezha rareba, huya netap measure
Tofara zvisina pressure
Aaaaah di master!!!
Layaan
Ichiri ninja Saturday, kuri hot.
Tambotanga tichitambira muboat
Tuzvimoko twakabata macider, machinda achijiver, hakuna akabata quart.
Kunze kwasviba, ngatichinja spot.
Tsvaga bhawa ririkuridza buss di shot.
Ndiri kucontroller prezha ndini ndine
Remote, vhura bhuru dzvuku usaise tot.
Ndine bhuru dzuku!,
Bhawa rakaheater ndikanzwa ndakuneta masipi matatu dzvutu
Kufara chete (kufara chete).
Ndine bhuru dzvuku, kunze kwasviba,
Handiperekedze mwana kumba kwavo saTuku.
Kufara chete (kufara chete).
Ndichipinda mudance, maThe green like nemaRands.
Layaan chengeta chibhanzi, Tozobhadhara takubuda mudance.
Saka waitress huya netiri
Tora order yemaNinja iri pandiri.
Vasco fonera Mafia 19.
Guspy huya nana mainini.
Vanhu vazvinji vakamira muraini.
Dance razara kuma 9.
Mabhebhi ihobho, tamba 9.
Twuineni tunonzwa kubuda shine.
Ini ndine bhuru dzvuku, twuchinwa wine. (twuchinwa wine).
Usandikumbire sip, twobva twati iri fine.
Ini ndine bhuru dzvuku,
Bhawa rakaheater, ndikanzwa ndakuneta masip matatu dzvutu.
Kufara chete, Kufara chete
Ndine bhuru dzvuku,
Kunze kwasviba handiperekedze mwana kumba kwavo saTuku
Kufara chete, kufara chete.
Bhawa rakadziya
Vanhu vakufara, kuyerera ziya.
Twuzvimoko twuchipfura pandiri, ndeipi Bigman ndinongoti ndeipi Dear.
Twobva twati uyu tinenge tamuziya.
Layaan musoja aine Ninja gear.
Vamwe vanouya vakabata beer.
Asi bhuru dzvuku rangu handimborisiya.




Winky D - Life Yangu
Альбом Life Yangu
дата релиза
27-10-2012




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.