Winky D - Ragga Msambo текст песни

Текст песни Ragga Msambo - Winky D



Well this one is called the ragga song
Coz we are from the ragga year
Every year
Jusaaa
Bata chipatani icho
Inzwa chiGaffer chauya nechimbo
Dhanzi rese rakungoti ndipo hanzi ndipo ndipo ndipo
Manje ndine zvimwe four
Zvinotangisa disco
Inzwa chaunga chadaira
Handichaye missed call
Mudhanzi mese mave pekete pekete pekete
Regai ndirekete rekete rekete
Pattern yadhakwa vanhu kunge mutsepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Pekete pekete pekete
Regai ndirekete rekete rekete
Pattern yadhakwa vanhu kunge mutsepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Give me Ragga msambo
Give me give me Ragga msambo
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Give me give me Ragga msambo
Give me give me Ragga msambo
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Saka chiona kaa dzatorova dzave ngoma kaa
Usatevedzere panopisa apa
Vatadza kundiuraya kunge Isaka
Pamangoma ndini Baba ndini Aburahama
Ndini ndiri kupisa ndakatakura summer
Vegetarian handina munyama
Ndavharisa maRecords dhirama
Ndavamisa ndati stop ma drama
Ndiri kupisa kunge shop ya Dhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Wudzai vema Hardware huyai ne hammer
Ndavamisa ndati stop ma drama
Ndiri kupisa kunge shop ya Dhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Ndaisa dhanzi muhomwe kunge chikwama
Saka yangove pekete pekete pekete
Regai ndirekete rekete rekete
Pattern yadhakwa vanhu kunge mutsepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Pekete pekete pekete
Regai ndirekete rekete rekete
Pattern yadhakwa vanhu kunge mutsepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Give me Ragga msambo
Give me give me Ragga msambo
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Give me give me Ragga msambo
Give me give me Ragga msambo
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Ndatangisa prezha
Dhanzi ranga rafa ndasevha (sevha)
Chingoma chakachena chageza (geza)
Ndasakura ndazunza ndapedza (pedza)
Muma streets yangove Ga-ga-gaffer
Mamutsa reggae dzanga dzafaaa
Mufandichimuka ndowandadya
Dhanzi rapisa vobva vatya
Ndavamisa ndati stop ma drama
Ndiri kupisa kunge shop ya Dhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Wudzai vema Hardware huyai ne hammer
Ndavamisa ndati stop ma drama
Ndiri kupisa kunge shop ya Dhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Ndaisa dhanzi muhomwe kunge chikwama
Saka yangove pekete pekete pekete
Regai ndirekete rekete rekete
Pattern yadhakwa vanhu kunge mutsepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Pekete pekete pekete
Regai ndirekete rekete rekete
Pattern yadhakwa vanhu kunge mutsepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Give me Ragga msambo
Give me give me Ragga msambo
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Give me give me Ragga msambo
Give me give me Ragga msambo
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa



Авторы: Tawanda Sibotshiwe, Wallace Chirumiko


Winky D - Ragga Msambo - Single
Альбом Ragga Msambo - Single
дата релиза
17-12-2020


Еще альбомы
Исполнитель Winky D, альбом Vafarisi
2023
Исполнитель Winky D, альбом Shaker
2023
Исполнитель Winky D, альбом Njema
2019
Исполнитель Winky D, альбом MuGarden
2019
Исполнитель Winky D, альбом Paper Bag
2018
Исполнитель Winky D, альбом Parliament
2018
все альбомы


Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.