Текст песни Xyz - Winky D , Qounfuzed
Jah
know
XY,
XY,
XYZ
(Why
did
you
block
my
number?)
(Why
did
you
block
my
number?)
DeMentor
(Why
did
you
block
my
number?)
(Why
did
you
block
my
number?)
Ndagoti
XYZ
Rudo
vaviri,
uri
one
hapana
zhet
Anozvigona
ega
ngaauye
bet
Ndatenga
calender
ndirikusimbisa
madate
Asi
kana
zvapera,
zvapera
Usafighte
chingozvinetera
Iko
katsika
kekuda
kufixer
wawasiyana
naye
murudo,
kane
kakuzvinyepera
Chenjera
kuzvivhiringira
life
yako
Nekuda
kubhowa
maEx
Unenge
uchapera
mari
nemabhanduru
Uchida
kubhowa
maEx
Ita
move
on
(move
on)
Bvunza
why
Kuramba
uri
zii
ndicho
chigayi
Ita
move
on
(move
on)
Bvunza
why
Zvekufinhurana
zvinozotipei
nhai?
Beter
ubvunze;
"Ex
why
uri
zii?"
Why?
Why?
Kana
kumbonditiwo;
"Hesi",
nhai
chii?
Why?
Why?
Hongu
takatukana-tukana
(why?)
Ndokubva
tabukana-bukana
(why?)
Ngatizivei
tikawana
Chisingaperi
muhupenyu
hapana
Saka,
marambana
hapadi
kushanda
mafeelings
Tiripo
mateacher
erudo
topa
mateachings
Charambanisa
vanhu,
kanyaya
kecheating
Rudo
rwunoda
kukuchidzirwa
semoto
mukitchen
Vachada
zvekurovana,
do
boxing
Zvabaya
moyo
wangu
ini,
ju-u
jekiseni
Murudo
hamudi
huCaptain
Siya
chiCaptain
Unogona
kuita
stress,
oita
sad
munhu
Oda
kuti
zvinzi
Ex
ndiye
bad
munhu
Wavakushambadza
zvamaiitirama
muchadana
muchizvi-recorder
mumabedroom
Saka
iwewe,
why
did
you
block
my
number?
Ndakayedza
kudzifonera
dzichiramba
Ndaizviziva
handichakama
Asi
haunga-saver
number
dzangu
kuti
plumber
Beter
ubvunze;
"Ex
why
uri
zii?"
Why?
Why?
Kana
kumbonditiwo;
"Hesi",
nhai
chii?
Why?
Why?
Hongu
takatukana-tukana
(why?)
Ndokubva
tabukana-bukana
(why?)
Ngatizivei
tikawana
Chisingaperi
muhupenyu
hapana
Chingomutiwo
ari
sei
munhu
wako
Handina
kutombokuvenga
iwe
zvako
Kudhara
takaita
mafight,
but
tava
right
Ndakangokurambira
hunhu
hwako
Asi
chii
nhai
Ex?
Ko,
kuzongoti
zii
why
Ex?
Ndakapedzesera
kukunyorera
zibook
ukasareplya,
did
you
see
my
text?
Hurisei
hutano,
ari
sei
maworks?
Chinonzi
chinokanganwa
idemo
here,
axe?
Let's
just
be
friends
dzeopposite
sex
Pamwe
zvinolasta,
let's
try
it
first
Chenjera
kuzvivhiringira
life
yako
Nekuda
kubhowa
maEx
Unenge
uchapera
mari
nemabhanduru
Uchida
kubhowa
maEx
Ita
move
on
(move
on)
Bvunza
why
Kuramba
uri
zii
ndicho
chigayi
Ita
move
on
(move
on)
Bvunza
why
Zvekufinhurana
zvinozotipei
nhai?
Beter
ubvunze;
"Ex
why
uri
zii?"
Why?
Why?
Kana
kumbonditiwo;
"Hesi
nhai
chii?"
Why?
Why?
Hongu
takatukana-tukana
(why?)
Ndokubva
tabukana-bukana
(why?)
Ngatizivei
tikawana
Chisingaperi
muhupenyu
hapana
Seiko
kuda
kubhohwa
maEx?
Why?
Why?
Why
uchida
kubhowa
maEx?
Why?
Why?
(Oh
ooh,
oh)
(Oh
ooh,
oh)

Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.