Zimpraise - Ngatimukudzei Mwari (Choral Choir) [Live] текст песни

Текст песни Ngatimukudzei Mwari (Choral Choir) [Live] - Zimpraise



Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Anorayira zuva rivhenekere nyika
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Zvinhu zvose zvipenyu zvinochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Vanhu vose vapenyu vanochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu



Авторы: Joseph Madziyire


Zimpraise - Hymns Night 3
Альбом Hymns Night 3
дата релиза
01-11-2018




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.