Zimpraise - Ngatimukudzei Mwari (Live) текст песни

Текст песни Ngatimukudzei Mwari (Live) - Zimpraise



Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Anorayira zuva rivhenekere nyika
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Zvinhu zvose zvipenyu zvinochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Vanhu vose vapenyu vanochengetwa naye
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu
Ngatimukudzei Mwari nemoyo inofara
Tsitsi dzake ihuru dzinoitirwa isu



Авторы: Traditional


Zimpraise - Hymns Night: Uncovering Ancient Wells (Live)
Альбом Hymns Night: Uncovering Ancient Wells (Live)
дата релиза
10-07-2015

1 Nzvimbo Yakanaka (Live)
2 Riripo Tsime (Live)
3 Rakanaka Iro Zuva (Live)
4 Hakuna Zita (Live)
5 Ndovimba Nemi (Chorus Version) [Live]
6 Vasikana Vanegumi (Chorus Version) [Live]
7 Pinda Muzambara (Chorus Version) [Live]
8 Ndinoshamiswa Kwazvo
9 Ishe Ndinzwe (Live)
10 Ngatimukudzei Mwari (Live)
11 Amai Navana (Live)
12 Kepangale / Ngihlanzwa (Live)
13 Mwari Huyai: Roman Catholic Hymn (Live)
14 Huyai Mose (Live) [Chorus]
15 Huyai Tibate Basa (Live) [Chorus]
16 Torasira Pacalvary (Live) [Chorus]
17 Ngariende Vhangeri (Live) [Chorus]
18 Wauya Wauya Mucheki (Live)
19 Dyara Mangwanani (Live)
20 Mambo Jesu (Live)
21 Pamsoro Pakudenga (Live)
22 Ndoda (Live)
23 Mwari Muri Zuva Redu (Live)
24 Mumwe Ariko Kumusoro (Live)
25 Ndiani Panezamba (Live)
26 English Hymn (Live)
27 Ndizadzei (Live)
28 Zadzisa Chirewo (Live)




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.