Jah Prayzah - Mukadzi Wangu Lyrics

Lyrics Mukadzi Wangu - Jah Prayzah



Ukaona ngirozi ichifamba masikati ichipenya kunge zuva ndiye mukadzi wangu
Ukaona nyeredzi inovaima madeko ichikwira ichidzika ndiye mukadzi wangu
Ukaona ruva rinorarama paakaoma rinokura pasina mvura ndiye mukadzi wangu



Writer(s): jah prayzah


Jah Prayzah - Kumbumura Mhute
Album Kumbumura Mhute
date of release
05-05-2014




Attention! Feel free to leave feedback.