Oliver Mtukudzi - Inyasha Lyrics

Lyrics Inyasha - Oliver Mtukudzi

Dai nyasha dziri dzedu isu vanhu venyika
Wainzi nhasi dzako dzapera
Mirira mangwana
Mirira mangwana
Hatina kana chimwechete chatinganzi tagona
Mangwanani mamukasei?
Ndamuka, ndamuka mamukawo
Hunyeba, wamutswa iwe
Ndamuka, ndamuka mamukawo
Kunyeba, wamutswa
Raramo inyasha, raramo inyasha
Raramo inyasha, raramo inyasha
Usakanganwe kune nyasha
Tisakanganwe kunamata
Raramo inyasha dzedenga
Iyo nguva yatinayo, tinoiwanepiko?
Nguva yatinayo, tinoiwanepiko?
Inyasha, inyasha dzedenga
Raramo inyasha, raramo inyasha
Raramo inyasha, raramo inyasha
Dai nyasha dziri dzedu isu vanhu venyika
Tainzi nhasi dzako dzapera
Mirira mangwana
Zvanhasi, haiwa, nhasi zvapera
Hatina kana chimwechete chatinganzi tagona pasina nyasha
Inyasha dzedenga
Tisakanganwe kunamata
Tisakanganwe kune nyasha
Kune nyasha, inyasha dzedenga
Ndamuka, ndamuka mamukawo
Kunyeba, wamutswa
Raramo inyasha, raramo inyasha
Raramo inyasha, raramo inyasha (raramo inyasha)
Raramo inyasha (raramo inyasha) raramo inyasha (raramo inyasha)
Raramo inyasha (raramo inyasha) raramo inyasha (raramo inyasha)
Raramo inyasha (raramo inyasha) raramo inyasha (raramo inyasha)
Raramo inyasha (raramo inyasha) raramo inyasha (raramo inyasha)
Raramo inyasha (raramo inyasha) raramo inyasha

Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi

Oliver Mtukudzi - Hany'Ga (Concern)
Album Hany'Ga (Concern)
date of release
02-02-2018

Attention! Feel free to leave feedback.